Akandisiya Akadzoka neJealousy Awona Mabhurugwa emumwe Mukadzi Pawaya

0
3710

Imwe shasha yakanetsana nemukadzi wayo wemakore kusvika mukadzi arongedza ndokunanga kwavo.

Murume haana kutevera kana kufonera mukadzi achinyengetedza kuti mai bhoi vadzoke. Chakaiita murume uyu kuenda kushop ndokutenga mabhurukwa echikadzi ma XL ndokupota achiyanika zuva roga roga achienda kubasa. Mudzimai uyu aiwanzo pfuura nenzira yepamba pemurume uyu achienda kumashops.

Zuva rekutanga akaona pakayanikwa rered ndokunyarara hake, rechipiri aah re black zuva retatu muchinda akazodzoka kubasa akaona mai vakatomumirira pa door. Vakati manje kana uchiti gadzi rawatora richaita ndisiye imba yangu wairasa ndatodzoka zvachose. So to win back a woman make her feel jealousy. Anodzoka chete.

Comment with your Facebook

comments