Babe rangu raigara riri kuPeriod pese pandainge ndakuda kusvira

0
1980

Ndaigara muJoburg mutown saka ndakasanga nerimwe babe pa Wechat apa ndaiwona kuti rainge riri around Joburg.

Takatanga kutaura and it turned out kuti ainge ari wekuPretoria who had just visited sisi vake. Munongoziva nhau dzepa chat dzinopedzisira ndava nekunyengana mukati, takataura that night pandikamuka kuseni ndichimutsvaga munhu ainge atodzokera kuPretoria saka taingotaura yedu kusvikira ndamuudza kuti ndainge ndanakirwa nepic yake asi chokwadi ndainge ndisingazive kuti ndiye ainge ari papic here saka mukutaura ndakabva ndamutumira picture yangu ndakagara pasofa ndikati iye atumirewo yake. Ndakaziva kuti aifunga kuti ndirikuda asina kupfeka ndikati no just take one now just want kuona what you are wearing. Akatumira ndikaona kuti ndiye zveshuwa ainge ari paprofile pic, ha ainge akanaka hake pachiso.

Takatanga kutumirana ma picture tisina kupfeka and taipota tichiflirt hedu almost everyday, patakaronga kuti tionane taitotaura zvekusvirana coz tainge takatanga kusvirana kare pafoni iya yavanoti fon-s_ex saka ainge akanditumira mapicture ebeche rake rakatota saka ndainge ndatoti zvayita. So musi uyu wakasvisvika ndipo pandakakwira hangu Gautrain ndichinoburikira paBossman ndokubva ndatora taxi kuenda kuArcadia kwaaigara, ndakasvika ndokubva ndatambirwa bhoo bhoo ndikapihwa chikafu and tainyatsowirirana. Takagara ndokubva ndakutanga kuda kubata munhu munhu ndokubva akujamuka ndikati and then, zvikanzi sori sha period yangu yatanga nhasi makuseni, handina kuita nharo tichibva tangogara hedu chatting ndokubva ndazoenda kumba. I think ainge akanganwa kuti ainge andiudza kuti ari kuperiod ndipo pandakamuti how are you feeling zvikanzi ndiribho ini ndikati ko period zvikanzi usually ndoenda every second week, ndikati but yesterday wakati and its not even second week.

Chainge chakundibhowa was ndakashandisa mari yakawanda ndichienda ikoko iye andi promise makumbo but ndasvika akachinja pfungwa. After a week akandidaidza futi ndichisvika munhu ndokuti period yatanga izvozvo about 15 mins ago, ndakaita hasha but I was going to shout at her ndakangobuda ndikaenda kumba.Ndakabva ndaziva kuti aitamba neni apa airtime necash ndaipota ndichimutumira saka ndainge ndakudawo kumbomuisa kuti ndizive kuti ndainge ndisanga rohwe mari chete. At a point ndakambofunga kuti ndizvo zvaanoita kuvarume achigara achitengerwa airtime nemari yekugadzirwa musoro. Akabva anditi ndiuye futi ndikafunga kuti this time ndaizosvira asi dang akanditamba yeperiod futi but this time ndainge ndangwara handina kutumira cash ndakamuudza kuti ndichakupa ndauya, haa masasi eharare ndakajamuka kani ipapo ndikati period yako inoitika ndakuda kukubata chete apa mari yangu unodya everyday…Ndakabuda ipapo ndichibva ndadzima mafoni number ake.

Loading...