Babe reCousin yangu raida kundimanikidza kuti ndimusvire, ndikaramba

0
2479

Mazuva andakapinda muJoburg ndaingova nepfungwa dzekutsvaga mari saka ndaiyita everything kuti ndiwane zvekutengesa kusvikira pandakazowana full time basa.

Ndakawana basa ku Nandos apa ndaishandisa ID isiri yangu saka vanhu vaindiziva kuti ndinonzi Ronnie. Zvakaitika mumwe musi ndakasvika kumba kwandaigara nasisi vangu and my cousin ndawana cousin yangu akavharira mumwe musikana. Musikana wake ainge akanaka mutema, mupfupi apa kuzoti mateya acho aiyita kunge munhu webhora, chaive chigwindiri chemusikana. Handidi kunyepa ndainge ndine crush naye but munhu ainge akukwira necousin yangu as you know the bro code, hausvire musikana ayisvirwa neshamwari, brother or cousin yako. well ndizvo zvataitedzera the bro code.

Loading...

Musikana uyu akandiona mumwe musi ndakamutarisa zviya zvekuti ndakamubvisa hembe nemaziso, haana zvaakataura she just smiled. One day my cousin ainge arikubasa and inini ndaiva off and my cousin’s girlfriend was off too and she wanted help to find something and we had to drive kuyenda kuPretoria to get what she wanted then kana tapedza ndaizouya naye kumba while takamirira kuti cousin yangu awuye kubva kubasa. Takaenda kuPretoria ndokunoona a flat raaida kuwona seems ainge achida kuita move to pretoria, takudzoka akatanga kuti ndakawona matarisiro awunondiita and figured kuti urikuda kundisvira.Ndakakurumidza kuti No sha why would you think that wava girlfriend yecousin yangu and ndinozviziva kuti murikukwirirana that alone handife ndakarara newe.

Akatanga kuseka zvikanzi inini ndirikuda kuti undisvire, ndokutanga kundibata bata mboro yangu ndichidriver ainyatsopuruzira muzvidya umu zvekuti ndakanzwa mboro yamira apa yakasimba kunge simbi. Akatanga kuti kana usingade kundisvira saka sei mboro yako yamira kudaro.Ndakamuti I am also human and ropa rinofamba mutsinga dzangu what would you expect kana uchindibata bata, akatanga kuseka ndokubva akuti nhasi uchandisvira chete, ndakaseka hangu but handina kuziva kuti munhu aitova serious. Takati tichisvika kumba ndakamuti agare mudinning room inini ndichiyenda kunochinja kubedroom, ndakavhara door ndikaona munhu avhura door repabedroom luckily ndainge ndichiri ndakapfeka zvikanzi ndakuudza kuti nhasi uchandisvira chete. Ndakamuudza kuti I wasn’t going to break the bro code even though ndaiziva kuti mboro yangu yaida kutosvira ipapo.

Akatanga kuuya kwandiri inini ndichimutiza ndichitenderera pabed ndipo patakanzwa door repanze richivhurwa ndokubva atiza kudzokera kudinning apa it was my sister vainge vabva kubasa early. Pandakauya kudinning akanditi you are lucky nhasi asi ndichakusvira chete one day, namanje anongotaura the same thing but akugara kure and handichaonane naye anymore.

Loading...