Beche rehure rakasiyanei neremukadzi asiri hure?

0
4839

Beche rehure rakasiyanei neremukadzi asiri hure?

Hapana siyano pakutarisa kana kuti pakusvirana nehure, asi kungoti hure rinokwanisa kuva nezvirwere zvakawanda kupfuura mukadzi asingahuri.  Hapana imwe siyano. Varume vakawanda chose vanokwanisa kurara nehure vagobvapo vachifunga kuti imhandara. Beche haritaridzi history pakurara nomuridzi waro. Zviri mupfungwa chete.  Mahure ane Experience zvese neyokusimbisa mhasuru kupfuura vakadzi vemumba nokuti ndiro basa remahure rinovawanisa mari. Ndosaka varume vakawanda vachibhadhara mahure nokuhura nawo  mukadzi ariko kumba asingabhadharwi.

Hapana chinogonekwa nehure chisingagonekwi nomukadzi wemumba asi kungoti vamwe vedu kufadza varume havadi.

Siyano iri pakuonekwa kwepamberi pemunhu ajaira kurara nomurume neasina ndeyokuti peajaira pakasvibirira kupfuura peasina. Asi izvi zvinoonekera kuvanhu veganda jena uye vatsvuku chete Kana ganda rako riri dema hazvionekeri.

Loading...

Leave a Reply