Bhinzi yomukadzi inofanira kureba zvakadii?

0
1608

Bhinzi yomukadzi inofanira kureba zvakadii?

Bhinzi yomunhukadzi hazvina basa kuti yakareba zvakadii nokuti basa rayo kunakira muridzi wayo. Haina rimwe basa.

Saka kureba kwayo hakunawo basa, asi kungoti vakawanda vari pakati pe 5 mm kusvika pa 30 mm tichitarisa kana imire. Saka tinoona kuti dzakatosiyana chose asi vese vanongonakirwa nadzo zvakadaro. Iwe dzidza chete kunakirwa neyako.

Comment with your Facebook

comments