Chii chinokonzera kuneta nokukurimidza kurara kwemboro?

0
3914

Chii chinokonzera kuneta nokukurimidza kurara kwemboro yomurume.

Varume vese vanomboita nguva yaasinganyatsi kumira kwemboro, zvikuru kana ava nemakore anopfuura 50. Asi kune vamwe vanonogara vakadaro.

Chikonzero chikuru kusamhanya kweropa kwakanaka zvichibva pachirwere chemoyo kana BP. Kana zvaitika kwenguva inopfuura vhiki mbiri ngaaende anotariswa kuti moyo ne BP zviri papi uye oudza doctor kuti mboro haisi kumira zvakanaka panguva yekusvirana.

Koitazve kuti kutya kusamira kunoitisa kuti isamira. Saka murume anofanisa kusaita hanya nazvo. Kana mboro ichimbomira zvokukwanisa kupinza mumukadzi yozoti rukutu, zvinoreva kuti ropa harisi kunatsoizadza. Mukadzi nomurume batsiranai apa mukadzi agaropurudzira mboro idzidze kumira. Kusveta mboro kunowedzeresa kumira futi.

Comment with your Facebook

comments