Chii chinokonzera kuti pakusvirwa dzimwe nguva ndotunda dzimwe nguva ndotadza kutunda!

0
5584

Chii chinokonzera kuti pakusvirwa dzimwe nguva ndotunda dzimwe nguva ndotadza kutunda asi pasina chandinoona kuti murume asiyanisa. Ndenge ndichidawo kutunda asi dzimwe nguva ndinotadza. Chingava chii?

Aaaah iwe, vakadzi vanoita 0rgasm pakurara nguva dzese vashomanana. Vanoita pano neapo vanosvika kuma 35% yevakadzi mupasi rese. Vanoti vakaita nhasi vombokanganwa vozoitazve pava paya ndivo vakati wandei. Asi kune vanopfuura 30% vasingatombozivi kuti chinonzi orgasm chii.

Kuti kungoita pese pese kashoma. Variko vamwe vanoti kungovhuriswa makumbo votopedzisira vaita asi vashoma. Kuti 0rgasm inoitiswa nei mubvunzo unonetsa kudavira asi kungoti zvinobva mupfunga mako uye kuti wakasununguka zvakadii nemurume wako, unoda kuiswa zvakadii, zemo rakawanda zvakadii, uye inguva ipi yemwedzi. Koitazve zvimwe zvatisingazivi. Zvese izvi zvinoshanda pamwe chete kukuitisa kuti utunde pese paunorara nemurume wako.

Vakadzi vanojaira kuzvitundisa murume asipo, noekuzvikwizirira kabhinzi, vanokasira kuita pakuiswa nemurume kana ari murume anononoka kudiridzira hurume pakusvirana. Kotizve unokwanisa kuti uku murume ari kukukoira uku iwe uri kuzvikwizirira kabhinzi, nguva imwe chete. Zvinoita ukasire kuita.

Kune vakadzi vakawandisa vasingakwanisi kutundiswa nekupinzwa mboro chete pasina kutambiswa kabhinzi, koita vakadzi vakawanda chose vanokasira kuita kana murume achisveta kabhinzi.

Kana iwe uri pamusoro pemurue unokwanisa kunangisa mboro pamadziro ekuno kumusoro kuguvhu panova pane nzvimbo inonzi g_spot inozvimbirira kana une zemo. Zvadaro unokwanisa kuita 0rgasm nekuti kusvirwa ipapo kunonaka. Zviri nani kukwira murume pane kuti iye akukwire nokuda kwekukwanisa kunangisa mboro paunonzwa kunaka.

Kupakicha makumbo pamafudzi emurume muchiisana kunoita futi kuti mboro inange pag_spot apo saka unokwanisa kukasira kutunda.