Chii chinokonzeresa beche remukadzi kusura nguva yebonde?

0
3667

Chii chinokonzeresa beche remukadzi kusura nguva yebonde?

Zvinoitiswa nekukura kwemboro yomurume uye maitire amuri kuita. Mweya unosundwa nemboro kupinda mubeche. Mweya uya ukaita puresha unobuda nepadivi pemboro unoita ruzha rwakafanana nokusura.

Kana mukadzi aka nyorova zvakakwana uye mboro yakanyatsovhara beche richishinya mboro, kubudisa mweya uku kunoita kushoma.

Musaita hanya nazvo pabonde. Rega mweya ubude kana uchida kubuda. Imi rambai muchisvirana chete.

Comment with your Facebook

comments