Chinonaka pakusvirwa chiiko?

0
4430

Chinonaka pakusvirwa chiiko?

Zvinonaka zvakatowanda asi zvinobva nokuti unani pamunoita uye kuti murikupi, nokutizve inguvai.

Kana wabatwa chibharo zvinorwadza zvokuti unotokwanisa kukuvara.

Musi wekutanga hazvinaki zvakawanda. Unokwanisa kutoshaya kuti chii chinonaka ipapo. Asi kana waravira mboro unozoda kugaroiswa. Ndipo panowedzerawo kunaka.

Kana une munhu waunoda chose chose uye maroorana wakadzikamisa hana pasina kutya uchitodawo kuiswa zvinokwanisa kunaka chose chose. Kunaka kwacho kuri mumuviri wese zvokuti kurondedzera kunonetsa.

Loading...

Leave a Reply