First Lady speaks on stay-aways

0
1864

Zimbabweans should not heed “stay-away” calls by shadowy groups and Western agents as such acts are targeted at destabilising the country, First Lady Amai Grace Mugabe has said. Amai Mugabe was speaking at the Zanu-PF Harare Province Inter-District Conference yesterday.

She also said the former British prime minister, Tony Blair should be prosecuted at The Hague for conjuring up wars through deception.

Further, the First Lady implored the nation to help boost domestic manufacturing capacity by embracing locally-produced goods.

Amai Mugabe said Libya and Iraq were prime examples of how Westerners create chaos in weaker nations in order to prey on their resources.

grace mugabe

 

“Let us not be hoodwinked nemadetractors edu nekuti kune dzimwe hurumende dzisingatifarire vachitopa vanhu mari, vachiti endai munoita stay-away. Ivo vari busy kumanufacture, economy dzavo dzichienderera mberi.

“Isisu (tikaita) stay-away, zvinhu zvamira. Izvozvi tikagara pasi tikacalculator kuti mari yatakaruza pastay-away yakawanda sei, munotya imi nekuti munenge musingazvizivi kuti zvinhu zvinofamba sei.

“Ngateregei kuti vanhu vanouya votikanganisa isu toteera, toita zvinhu tisina kufunga. Tinofara kuti vanhu vakangogara mudzimba dzavo vakanyarara. Ngatiregei kudestroya property. Let’s take a cue from zvakaitika kuLibya, kuIraq, kuEgypt nedzimwe nyika.”

She also said, “Vanga vachitaurirwa kuti Saddam (Hussein) akaipa; Saddam akafa zvinhu zvinonaka. Iye zvino kuIraq hakuna peace. Mabombs ari kuputika. Iye zvino, ndichitaura kudai, mabomb ari kutoputika. Vanhu vari kuchema. Vakafurirwa nemaAmericans kuti Saddaam ane maweapons of mass destruction.

“Iye zvino, makazvinzwa. . .Baba vaigara vachitaura kuti Tony Blair is a liar. Vanhu vakati ‘munonyepa’, but baba was very right. He was spot on. Iye zvino, Tony Blair akabvuma kuti “ndakaita mistake”. Chero akaita apologise, zvichabetserei?

“Iraq is burning, zvichabetserei? Wakauraya munhu asina mhosva. Zvinongobetsera ndezvekuti ngaaende kuHague ikoko. Ngaaende kunotongwa.”

Turning to economic issues, Amai Mugage said the recently introduced import restrictions will help build the economy, “Hurumende yedu yakaona zvakanaka kuti pane mamwe maproducts atinokwanisa kugadzira tega kana kurima, zvirege kutengwa kunze kwenyika.

“Mari yatinoshandisa ngatiregei kukanganwa kuti iUS dollar. US dollar, kune dzimwe nyika, ireserve currency. Inoshandiswa kutenga zvinhu zviri important chete. Asi muno munyika tiri kuti kunyangwe tichitenga zvinhu zvidiki, tiri kushandisa US dollar.

She said bond notes will help stem the externalisation of money.

“Dzimwe nguva hatisi kunzwisisa kuti sei hurumende, through the Ministry of Finance, yakati iri kuda kuintrojusa mabond notes. Mabond notes akanakira kuti tinoashandisa muno and hazoshaiki.

“Zvino iye zvino, tinoshandisa US dollar. Vamwe vazhinji vanouya kuzotengesa zvatiri kurambidza. Vanotengesa votora US dollar vachienda naro kunze. Vamwe havazombobhenka, vanobva vaenda nayo.”

Loading...

Leave a Reply