First time kukwira taxi ndakawona a hunky driver – Akandisvira Weekend Yese!

0
3353

Ndaigara muBorrowdale and kumba kwedu takakura vabereki vangori necash saka taxi kana combi handina kubhobvira ndakaikwira kusvira musi uyu.

Kubva ndichiri kuchikoro ndaiva nadriver and kwese kwandaida kuyenda ndaingopinda kuback seat toyenda. Mumwe musi mudhara ainge ayenda kuBulawayo nebasa momz yainge yayenda kusalon saka driver wangu ainge abuda inini ndaidawo kumbodzidza kufamba ndega ndisina driver but was not ready kuyenda kumacombi saka ndakafonera taxi ndichibva ndauya kuzotorwa pamba.Taxi yakati ichisvika ndichibva ndaramba ndakamira ndakamirira kuti ndivhurirwe door asi ndakaona the guy akaramba akagara padrivers seat ndipo paakaburitsa musoro panze ndokubva ati ko wakamirirei ipapo asi hausiriwe wafonera taxi, ndakamuti koiwe haufanirwe kundivhurira here door.Ndakawona munhu achifinyamisa kumeso ndokubva aburuka kuuya kuzondivhurira door iwe ka masasi eharare paakangoti gumbo panze ndakaona gumbo racho kuita madivision since ainge akapfeka short, kuzoti tshirt yacho yaiyita kunge kabody top murume ainge akasimba iyeye ndakafunga kumbozvidonhedzera pasi kungoti ndiwire mumaziwoko ake ayiita kunge matanda.Aiva hunk chaiyo, ndichibva ndatanga kuita imagine ndakarara pachest yake, ndakatoita kuvhunduka ndichinzwa munhu achitaura neni ndaitoita kunge munhu arikurota masikati machena.Zvikanzi ndati urikuda kuyenda kupi ndikati going to Avondale.

Muroad mese ndainge ndakungofunga zvese zvandaishuwira kuti this hunk ayite kwandiri ka 180 ndaitozoigona kungoti ndione maoko ake akabata mumaside angu mboro yake yakazara mubeche rangu.Takasvika kuAvondale ndokubva ndakumbira number dzake ndichida kuti ndizomutsvaga kana ndapedza kuyita zvandainge ndafambira. Paakandipa ndakabva ndatumira sms ndikati thanks for the ride can’t wait to see you again apa ndaida kutamba naye ndinzwe kuti anopindura kuti chii.Ndakaona text message yangu yapindurwa zvikanzi kana ini can’t wait, akabva ati ndanga ndichida kutaura something but ndatya kuti pamwe hautaure nevanhu vanodriver mataxi since wafamba road yese wakanyarara. Ndakamupindura ndikati that time ndanga ndichitorota uchindi…….!Just couldn’t tell you.

Ndakabva ndamubvunza zita rake zvikanzi ndonzi Mike, takatanga kutokurukura zvedu apa ndainge ndakutonakirwa kuti tainge tiri on the same page. Time yekuti awuye kuzonditora yakakwana and akasvika in time, this time ndakagara kumberi haa masasi eharare ndainge ndakutoita kunge imota yekumba kwedu, hatina kutora nguva tainge tasvika kumba ndokubva tambomira panze tichiita nyaya kusvikira afonerwa neimwe customer ndipo paakazoenda but we kept in touch. Pakaita almost mwedzi tichidanana pafoni and we decided to take it to the next level. My parents were travelling to SA saka imba yese yainge iri yangu, ndakaudza Mike kuti awuye Saturday kuma 6pm and ndaimubikira dinner plus ndaida kuti amboshandawo seweekend so.Akasvika ndichangopedza kubika ndokubva ndanyatsoita ka romantic setup kedu tiri two apa munhu akatouya akachena chena bling yemachain and nike mugumbo. Takadya dinner tichibva tamboseredzera hedu takangogara pacouch apa ndainge ndakatorara pachest yake zvekuti ndaitonzwa kurova kwehana yake. Ndakaramba ndakadaro for about 30mins ndikamuti ko dessert zvikanzi ndiwe dessert yangu for the whole night.Ndakasekerera.

continue reading on next page…

Loading...