First time yangu kusvirira babe mumota tayenda kuparty

0
3246

First time yangu kusvirira babe mumota tayenda kuparty

Kutsvaga mari kunomboita kuti munhu ashaye kana nguva yekuzorora kana kutandara nevamwe. Pamba pandairoja ndaingoona landlord kupera kwemwedzi chete apa girlfeiend pese paaifona ndaingoti ndiri kubasa zvekuti ndakazongoona munhu akusafona ndikaziva kuti pano ndatorambwa pano.Ndakazoti ndakumutsvaga zvikanzi aaah sha inini I moved on nekuti handikwanise kumirira munhu asingagone kundipawo nguva yekuswera neni kana kundisvirawo zvako ndiri munhu ndinoita zemo dzimwe nguva iwewe unongogara uri kubasa.

Ndaishanda murestaurant saka nguva yainetsa kuwana apa dzimwe nguva ndaitota madoubles kuti ndiite mari. One day ndakadeedzwa kune imwe party yaiitwa husiku hwese ndikamboda kuramba asi shamwari yangu yakabva yati unochaisa late you go kubasa manheru saka uuye sha. Ndakashaya marambiro since party yainge about 1km away from my house saka ndakati ndichibva kubasa ndokubva ndayenda straight kuparty ndichizviudza kuti ndikaitawo 1 hour ndoona shamwari yangu kuti azive kuti ndasvika ndobva ndaenda kumba kunorara.Chimwe chakandipa kuti ndiyende kuparty zveshuwa ndainge ndisisina nguva yekufara nevamwe.

Party yainge yakazara tuvana tweku college kwaiyenda shamwari yangu apa vese vaiyita kunge vadhakwa kare apa inini ndainge ndamborova one tekubirira kubasa saka ndainge ndiri sober compared to vanhu vese vainge vari paparty apa. Ndakabuda mumba ndokubva ndamira panze hangu ndichinwa ndipo pandakaoma rimwe babe rakagara richichema ndokubva ndasvika ndikamuti ko urikuchemei haana kupindura instead akanditambidza foni yake painge pane Whatsapp message yekuti ainge arambwa nemukomana wainge adanana naye for 5 years. Ainge arambirwa pafoni ndakamudzosera foni yake ndokubva atowedzera mhere kuchema, inini nekunyara vanhu kuti vanozofunga kuti ndini ndamuchemedza ndakamutora ndokubva ndanomugarisa mumota kuback seat.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments