Kabhinzi komukadzi kanofanira kureba zvakadii?

0
3146

Kabhinzi yomunhukadzi hazvina basa kuti kakareba zvakadii nokuti basa rako kunakira muridzi wako. Hakana rimwe basa.

Saka kureba kwako hakunawo basa, asi kungoti vakawanda vari pakati pe 5 mm kusvika pa 30 mm tichitarisa kana kamira. Saka tinoona kuti zvakatosiyana chose asi vese vanongonakirwa nako zvakadaro. Iwe dzidza chete kunakirwa nekabhinzi kako.

Loading...