Kana ndichisvirwa beche rangu rinoita kunge rine mvura mukati

0
3262

Kana tiri pabonde beche rangu rinoita kunge rine mvura mukati munenge muchirira ndibatsireiwo-ndiri mukadzi arikutsvaga help.

beche remukadzi rinonyorova chose kana ane zemo. Kunyorova haisi mvura asi ioiri yokuti pakuisana mukadzi nomurume vasasvuuke. Hapana chakaipa kunzwa noise inoitwa mukati kana mboro ichikoira.

Loading...

Zvinongoreva kuti wakanyorova zvakakwana usaita hanya nazvo. Asi uchaona kuti zvinowanda pane mamwe maitiro kupfuura mamwe. Kana zvichikunetsa shandisai maitiro azvisingawandi.

Loading...