Kana uchida kuti beche rako rigare rakaoma unoshandisei?

0
2042

Kana uchida kuti beche rako rigare rakaoma unoshandisei?

Kana usinganzwisisi mashandire emuviri wako chifunga kuita zvakadai. Hachisi chinhu chakanaka kuti uwane chokuita kuti usanyorova mukati mebeche.

Kunyorova kunokonzerwa nokuti waita zemo. Zemo rinoita mupfungwa zvadaro muviri wogadzirira kusvirwa nomurume, beche ronyorova kuti pakupinda kwemboro mese musarwadziwa.Zvino kana uchiti haudi kunyorova zvinoreva unoda kukuvadza mamembrane ari mukati mebeche rako. Kana wazova nemakore anosvika 30 uchanetseka.

Nzwisisa kuti pane zvinhu zvitatu zvinobvumidzwa kupinda mukati mako zvinoti mboro yomurume, Tampon kana uri kumwedzi, uye mishonga kana une infection. Hapana zvimwe kana mvura chaiyo usaisa mukati.

Comment with your Facebook

comments