Kubata Murume Wangu Achisvira Shamwari Yangu Amai Amanda – Ini Ndaifunga kuti Baba Varikubasa

0
2933

Takanetsana nemurme ndaona message mufone make yaainge akatumirwa nemunhu kadzi ichinzi unouya ndokuudza kana murume wangu aenda out nebasa, munongoziya varume vanoramba nyaya iripachena.

Takaita three days tisingataure tese uye pasina zvaiitika tichirara takafuratirana, ndakatoona kuti nyaya yainge ichitoda kuwana umwewo wekuudza.Murume wangu akabuda achiti arikuenda kubasa semazuva ese, ini ndokusara zvangu ndichigeza kuti ndiende kumba kwamai Amanda inova best friend yangu. Ndaida kunopirawo shamwari yangu nyaya yainge ichiitika kumba kwangu plus kuti ndipiwewo advise, ndaida kuti ndapiwa advise ne friend ndozodarika hangu nekumba kwamai mufundisi ndovapirawo nyaya yangu sezvo ndichienda hangu kuchurch.

Loading...

Ndakapinda munzira hangu kubva ku Glen view 2 kuenda ku Glen view 8 uko ndokunogara sahwira wangu mai Amanda. Ndakafamba hangu netsoka ndichigaya zano.pasina kanguva ndakasvika kumba kwamai Amanda, pamba pavo paiitakunge pasina vanhu, ndakasvikopinda hangu mugate ndokunanga mukati, ndakapinda mu passage ndokunzwa door remuspare muchiitwa ka noise, ndaida kudaidzira kuti amai Amanda gogoi asi manje neka noise kandakanzwa ndakashaya kuti ndoita sei ndikati better kunatsonzwa.

Ndakanzwa voice ramai Amanda vachichemerera vachiratidza kuti varikunakirwa ne something and mupfungwa dzangu hakuna chimwe kunze kwemboro, machemerero avaiita anga asina kumira mushe. Asi zvakandinetsa kuti sei vari ku spare bedroom kana dai vanga vari baba Amanda, ndakangoti better kusiyana nazvo regai ndidzokere, ndakaita one step backward ndokutarisa futi door riya ndokuaona raiva rakatovhurika bhijana zvekuti ukangodongorera waiona zviri mukati.Ndakati regai dingofadzawo meso munongoziya semunhu ainetsana nemurume ndaiva ndatova nezvizuva ndisati ndasvirwawo kwangu kumba. Ndadongorera zvishoma nezvishoma nekuti ndaitya kusanganisana maziso ne one of the pipo vainakirana havo.

Ndakaona nechekure rume raiva pamusoro wasahwira vangu richiita kuzhaka mhata apa sahwi wangu ainge akatsunzunya akafinyama kumeso achichemerera achinatsorakidza kuti arikunakirwa. Yuwiii yuwii kaniiiii, ummmmmwah, vaidaro vachikoirira mai Amanda, asikana kutaura chokwadi kudongorera vanhu varikusvirana zvinonakidza, ndakayerera tumate so ndikanzwa beche rangu kunyata uye chinena kutozvimba zvekuti ndakapotsa ndangoti ndirikudawo asi manje zvaisaita, ndakavarairwa ndikati ndinatsoona, asi manje chakandishamisa munhu wacho aisaita kunge baba Amanda, zvaandinetsa, pandakatarisa nechemukati wanei murume wangu. Asikana ndakaita hasha asi ndakashaya kuti ndoitanga sei nyaya yacho. Ndakaita hasha asikana ndikangoti mwari vandibatsire. Ndakavhara mukova ndokudzokera misodzi ichierera.

Musi uyu ndipo pandakaziva kuti kuudza shamwari yako kuti murume wangu anogona kusvira, vamwe vakadzi vanenge vavakutodawo kudanana nemurume wako. Kuchemerera kwaiita mai Amanda kana ini handisati ndambosvirwa zvakadaro.Hazvina kana kubuda mupfungwa ndakapotsa ndatsikwa nemota ndichifamba hangu kuenda kumba. Murume akati adzoka ndakatadza kana kumubvunza …. ndakamirira hangu rimwe zuva baba vaAmanda vachibva kubasa ndikavatevera kumba kwavo….. zvakazoitika ipapo kumba kweshamwari yangu …. wait for part 2

Loading...

Leave a Reply