Kubatwa mazamu nevakomana kunoita kuti akure here?

0
2874

Kubatwa mazamu nevakomana kunoita kuti akure here?

Vakomana vechidiki vanobata vasikana mazamu kazhinji vanobata zvinorwadza nokuti havanzwisisi kuti mazamu anorwadza kubatwa zveganyabvu, zvikuru panguva imwe yomwedzi.

Loading...

Zvakangofanana newe kumubata mboro yake asina kukubvumidza kuibata. Usajaira kuregera mukomana asiri mukomana wako kukubata mazamu. Munyika dzakawanda unokwanisa kumusungisa asi kana ari munhu waunoziva, kumusungisa handizvo. Ingomuudza kuti haufariri kuti aite saizvozvo. Iva munhu ane unhu.

Loading...