Kubatwa nemukadzi wangu ndichisvira hure palodge

0
2969

Kubatwa nemukadzi wangu ndichisvira hure palodge.

Ndainge ndine 5 years ndaroora, mukadzi ndakaroora atori nenhumbu ye 1st born yedu ndokubva tazoita mumwe mwana ndokubva vaita two. Mukadzi wangu munhu ainge akanyarara asi apo ne apo aimboburitsa matrue colours ake achipopota zvekuti waimbofunga kuti arikutaura nevana vake asi achituka nekushaudha inini. Ndakabotanga ndichinyarara ndichiti ndirikuitira vana but ndakaona munhu ainge akutojairira zvisina basa. Paakangoita mwana wechi two kana bhavhu waitoita wekubvunza kuti ko hembe idzi asi hauna kuchinja nhasi. Aibva ati handisati ndatogeza apa dzinenge dzatova kuna 8:30 manheru ndotanga kuzvibvunza kuti dai ndisina kubvunza munhu aizogeza here uyu. Ndakatanga ndichiita munhu wekutaura naye munongozivawo kuti tisarambane or to push me away.

Chainetsa mukadzi wangu had to many bad friends and iye aivaterera kupfuura inini tikapedzisira tikapedzisira tavanhu vanongogara pamwe asi vasina kana basa nemumwe so i thought. Ndaiziva kuti at one point ndaida mukadzi wangu and iye aindidawo but ndainge ndatoita give up ndichizviudza kuti munhu pamwe akawana mumwe murume kana kuti ava neboyfriend. Communication inodiwa parudo apa otherwise munoparidza imba yenyu nezvinhu zvamungadai makagadzirisa.

Mumwe musi ndini hangu ndaitaura neimwe shamwari yekubasa rimwe babe rainge rakanaka apa anezvese mazigaro nemazizamu ekuti tiripakutaura ipapo ndakanzwa mboro yangu ichipfura pfura ndichiinzwa kuti irikumira slowly slowly kusvikira yasimudza bhurugwa apa achibva azviona ndokubva angoita kasmile ndokutanga kubata mboro yangu iri mubhurugwa zvikanzi aah shame wakuvara nezemo ndirikuzviona. Akabva ati I can help you if you don’t mind. Ko ndainge ndagarisa masasi eharare apa ndine mukadzi mumba asingade kusvirwa.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments