Ndinofanira kukwirwa kangani pazuva? Ndava nemwedzi nehafu ndaroorwa!

0
3872

Ndinofanira kukwirwa kangani pazuva? Ndava nemwedzi nehafu ndaroorwa.

Hakuna murairo wekuti kangani pazuva asi wekunoti iwe pawaitira zemo ukada kurara nomurume wako tsvaka kuti aripi urare naye. Iyewo paaitira zemo akakuudza, rarazve naye.

Hazvisi zvikuverengerana asi zvokubvisana zemo. Usarega murume ane zemo. Usaregazve murume achita mazuva kana maviri usina kurara naye kana usingarwari kana kuti usiri kumwedzi.

Wana mukana wekusvirana nomurume wako nguva nenguva. Murume ngaasashuva kurara newe nokuti paadira iwe uripo kurara naye.

Loading...