Kune murume angarambe mukadzi pabonde here kana avhurirwa makumbo?

0
2075

Kune murume angarambe mukadzi pabonde here?

Zvinoita here kuti ndikaudza murume kuti ndinoda andisvire iye oramba? I consider myself good looking and pese pandinonyengwa handina kumborambirwa kusvirwa. Asi two weeks ago pane murume akaramba. Why?

Zvinonzi 33% yevarume nevakadzi vanhu vanohura zvisinei kuti wamuitirei mumba menyu kana wakaroorana naye. Zvinonzizve varume vane mabhora makuru nemboro hombe vanohura kupfuura vane diki. Murume akakurisa anohura navakadzi zvese nevarume kana kuti ingochani izere.

Asi pane avo 67% vasingangohuri huri kusvika wasvika pane vamwe vasingotombohuri zvachose zvokuti kana ane mukadzi/murume kumba vagere zvakanaka chose.Iwe kana wange wajairana nevarume vanohura ukazosangana neasingahuri ndiye anokwanisa kukurambira. Anotokuona sokuti uri munhu asina maturo pakutsvaka kuti urare naye.

Vazere varume vanoramba kurara nevakadzi vasiri vavo. Kozoitazve vamwe vanoramba kusvirana nevakadzi vavo kana paita nyaya.

Loading...

Leave a Reply