Kupinzwa chigumwe mubeche nemukomana muchitamba kunokwanisa kubvisa humhandara here?

0
3682

Kupinzwa chigumwe mubeche nemukomana muchitamba kunokwanisa kubvisa humhandara here?

Chinonzi kubviswa humhandara kubvaruka kwechivharo chebeche zvichibva pakuti wapinzwa mboro mukati kati. Kubvaruka wapinzwa chimwe chinhu kubvaruka hako asi unenge uchiri mhandara. Mhandara munhu asina kumbopinzwa mboro mubeche rake kwete chigunwe.

Saka kupindura mubvunzo wako toti unokwanisa kubvaruka chivharo asi kubvaruka kwacho kushoma zvekuti pakuzopinzwa mboro unokwanisazve kubuda ropa.