Kusvira kwandakaita chimwe chiSingle momz chimukedha!

0
3293

Kusvira kwandakaita chimwe chiSingle momz chimukedha.

Ndainge ndichangobva kutenga Toyota Hilux yangu saka ndainge ndichiri kurwadziwa nemari yandainge ndashandisa coz yakandisiya ndisina kana cent saka every cent i could get ndaiwana for petrol. Ndaiziva kuti almost every month mumaComplex mandaigara waitowana munhu anenge achi mover saka ndainge ndataura nesecurity kuti pese pavanonzwa munhu anoda kumover vandiudze so I can make a bit of cash in return ndaibva ndavapa mari yedrink everytime yavanondiwanira munhu.Mumwe musi ndichibva hangu kubasa ndakasvika pagate mumwe musecurity ndokubva ati pane mumwe mukaradhi anonzi Daisy arikuda kumover saka arikutsvaga transport ndichibva ndati zvarinhi zvikanzi nhasi apa yainge iri Friday inini ndainge ndakaneta saka ndakangoti ngauye andiwone kumba.

Ndakati ndichingogara ndikanzwa knock ndikati come in, achibva apinda eish iwe masasi eharare kunaka kwainge kwakaita mukedha iyeye nekusimba kwacho waigona kungotanga kutenda nekumuona chete, kuzoti skin yacho ndakatombowoma mumukanwa kutoshaya mate ekumedza mukanwa.Akabva ati ndirikuda kumover kuyenda kune rimwe flat raiva about 10km away but zvinhu zvake zvainge zvakawanda saka ayida kuzivq kuti ndaizochanja marii, ndikamuti 2 loads ndaida 400, ndokubva achema chema ndikabva ndamuti une marii zvikanzi 300 ndichibva ndati its fine aida kumover rini.Akati ainge atopedza kurongedza saka taingona kuyenda ipapo kana kuti magwana makuseni, ndakati makuseni is fine since ndainge ndakaneta nebasa.Daisy akakumbira number yangu achiti she just wanted kuti azondifonera magwana acho just to confirm pandinenge ndava free.
Daisy airatidza kuti ainge ane basa riribho nekuti ainge ane kamota kake ka Toyota Yaris.Magwana makuseni ndakanzwa message ichipinda zvikanzi I am ready, ndakamuka ndichibva ndayenda kumba kwake ndokutanga kukurukura ndikamuti ko sei ainge achimover zvikanzi me nemurume wangu we just divorced ndikati aaah very sorry, akakurumidza kundikata but handina kumira kubvanza ndichibva ndati wakamuita sei, akabva aseka zvikanzi varume kuita support each other what makes you think I was the wrong one, ndichibva ndati because you are the one moving. Apa ndipo paakaseka zvikanzi well I am moving because I won’t afford the rent here. Ndakabva ndaita first load iye ndokuyenda pamberi to give me directions of where she was moving to, it wasn’t far saka takasvika achibva ati there was something zvaida kuti zviyende kumba kwecousin yake ndikabva ndati its okay but that gonna cost you akati i will pay in kind ndipo pandakatanga kuwona kuti munhu ainge anakirwa neni.Takasvika kumba kwecousin yake ndokubva tasiya zvinhu apa me was all over me kuita kunge tinodanana asi there was nothing pamwe aifunga kuti ndichati asabhadhare but mari yangu ndaiyida. Takayenda our separate ways apa ndainge ndamborohwa magaro ndikangozviti munhu ane muyedzo uyu ndichibva ndadzokera kumba.Mamessage akatanga kupinda from Daisy everyday achingobvunza general stories about my day nezvebasa.

continue reading on next page…

Loading...

Leave a Reply