Kusvira maTwins Vakafana – Vakandichinjanisa ndisingazive!

0
4237

Ndakadanana nemusikana ainge ane twin sister yake and vainge vakafanana zvisingaite waitozoziva difference kana wataura navo otherwise most of the time ndaifunga kuti vaingondichinjanisa.

Mumwe musi ndakatumirwa message nefoni yemusikana wangu akanditi ndiuye for a sleep over iri Friday ndichibva ndatumira message back ipapo ndikati will be there around 7pm. Ndichisvika ndakaona mota yake isipo pane yesister yake but hazvina kumbo clicker mumusoro coz ndakangofunga kuti vachinjana mota ndichibva ndafunga kuti these girls vaigona kungochinjanisa varume and no one would notice.Saka ndakasvika ndichibva ndangonanga kubedroom ko ndainge ndaudzwa kuti ndinange ikoko zvainzi ndine surprise yako, ndichipinda ndakaona munhu akapfeka kasexy night dress kaita match nekagstring kainge akapfeka zvokuti pfungwa dzakambomira kushanda ipapo ndainge ndakufunga nemboro chaiyo. Apa malights ainge ari dim zvekuti ndainge ndisingaone kana face yake.

Ndakakwira pabed and painge pasina kana kutaura neumwe kwaingova kukisana nekubatana chete tichingochinjana kusvikira ndatanga kumuisa slowly slowly ndikanzwa kuchemerera kwacho kuti kwasiyana but since mboro iriyo yainge iri in control handina kumira asi ndakanyatsoziva kuti ndainge ndasvira musikama asiriye. Chakandinetsa was sei andinyepera apa ainge ari muroom yemusikana wangu, ndiri pakati pekunga ndakanzwa gate kuvhurwa ndikanzwa mota ichipinda ndikaziva kuti pangu papera pano, saka ndakamuka ndikapfeka hembe dzangu apa sister yacho yainge yatotiza kare ayenda kuroom kwake apa bed yainge yakaita kunge pane vanhu vanga vachitambira ipapo.

continue reading on next page….

Loading...