Kusvirwa kwandakaitwa nyoro naKilla muharare neshamwari yangu!

0
5389

Kusvirwa kwandakaitwa nyoro naKilla muharare neshamwari yangu

Ndakakura muHarare asi pandakapedza chikoro ndakayenda kunogara kuBotswana for about 3 years chaidzo. Vabereki vangu vainge vakugara kumusha saka time yandaisvika ndainge ndisingakwanise kusvika ndichipfuurira ndokubva ndakutaura naKilla mumwe mukomana wandainge ndakadzidza naye. Killa yainge iri nickname yaakapihwa kuchikoro mumwe musi wainge arova munhu akayenda muhospital achibva apotsa ayitwa expelled, vanhu vakawanda vaimutya asi inini se babe raayida it was different. Tainge tisina kudanana nguva yakareba zvekuti hatina kurara tese patime yacho.

Loading...

Killa ainge ave successful ari owner wegym semunhu ayida zve body building kubva kudhara. Ndakataura naKilla ndikamuti ndaidawo pekurara ndakamiririra the next day kuti ndiwane bhazi rekuyenda kumusha kunowona vabereki vangu, answer ndakaipihwa ipapo zvikanzi you are welcome kana for 20 years chaidzo. Shockly Killa ainge achiri kundida inini panguva iyoyo handizive how I felt nekuti tainge tarasa communication for long zvekuti ndainge ndisingazive zvaiyitika muhupenyu hwake and ininiwo ndakamboita boyfriemd but hazvina kushanda.

Ndakasvika kumba kwaKilla iri Thursday ndikamuudza kuti ndaizoyenda kumusha weekend akabva ati hapana chakaipa.Killa ainge ane vana two hanzi ndainge ndaroora asi mukadzi wacho was a gold digger according to him aingotenga zvisina muganhu. Ndikabva ndaseka ndikati ungatichii haasisipo kuti azvimirire, takakurukura about the past ndikavhunduka nguva dzakutova after midnight. Ndakaratidzwa kwekurara, ainge ane imba yake yakanaka kuzoti mota imi, aifamba ne BMW X5 apa mugarare mainge mune Toyota Fortuner, the guy was big saka aidawo zvihombe. Iniwo ndaga ndakasimba kubva last time yaakandiwona ndakanzwa munhu achimedza mate pandakasimuka kuti ndinorara, zvikanzi what happened to us, ndikangoti handizive sha totaura magwana, “Good night”.

continue reading on next page…

Loading...