KUSVIRWA NANHUBU NDAYENDA KUPOOL PARTY….

0
3165

Kusvirwa kwandakayitwa naNhubu veduwe ka ndakapa kutenda.

Ndini hangu uyo was in my final year student kuUZ,ndakadayidzwa nema gal friends angu kupool party and it was a weekend so ndakangoti let me go and ndimbozorora kuverenga since it was weekend,Come the day ndakamuka hangu and ndikayita ready kuyenda since i was so happy kumbofarawo nevamwe,ndakarongedza bag rangu and ndikayisa my clothes to change nekuti i was going to swim.

MY friends came kuzonditora and ndakabva tayenda hedu ku party but they refused to tell me kwatayiyenda hanzi it was a suprise, handina kuyita hangu nharo nazvo coz i was so ready to party like there was no tomorrow,and the funny thing is that handina kuziva kuti it was also a set up yekuti ndizosanga naNHubu since my friends alwayz say im boring to be around and handina fun insde me always reading and studying.

Tasvika hedu kuparty kuya and the place was so magical munongonzwa veduwe and it was like heaven ndakabva ndafarira nzvimbo yacho and thats where the fun began,my friends introduced me kune vamwe and pakabva pasvika this  handsome guy and he was a Hunky veduwe and akabva akati my Name is Nhubu and ndakabva ndati nice to meet you and you have a sexy body kkkkk akaseka hake zvikanzi wakundivhara manje.

Nyaya yayivepo ndeyekuti ndayisa gona kuswimmer  so ndayive ndakayisa hangu makumbo mvura asi Nhubu said you can come inside the pool and i wil show you how to swim and i promise to be gentle with you, and i wont let go of you,ndakapinda inside the pool and mvura yacho was warm zvekuti ndakabva ndada kugara in the pool and munhu wacho ayindibatsira to swim was so good and the way he was touching me was like so romantic and ayigona basa rake zveshuwa.

continue reading o next page….

Loading...