Kusvirwa nema twin brothers ndisingazive kuti wangu ndeupi..

0
2703

Kusvirwa nema twin brothers ndisingazive kuti wangu ndeupi..

Mumwe musi ndakayenda kune imwe fancy club yainge dress code hanzi smart casual for varume isu mababe tagara tiri smart saka taipfeka zvatinoda.

Ndakanga ndakagara hangu pabar pachibva pasvika mumwe mukomana ainge ari handsome apa akasimba kunge anoita work everyday. Akanditi ndikutengere drink here ndichibva ndati as long as usingazode kundisvirira drink iyoyo please, go ahead, takabva taseka hedu.Mukomana uyu akati anonzi Tim aigara around nebrother yake Tom vese vainge vasati varoora.

Inini zvandainge ndayendera kuclub uku ndaida kutsvaga munhu achandisvira nekuti ndainge ndakuvara nezemo musi uyu. Tim kept the beers coming at one point ndakaona ana Tim vari two ndikabva ndangozviti eish ndanwa doro too much ndisingazive kuti kwainge kuna Tim naTom.

continue reading on next page…

Loading...