Kuzasi kwangu kudiki – Pane zvandingaita here kuti beche rangu rikure?

0
2017

Kuzasi kwangu kudiki zvokuti murume haangakwanisi kupindako? Pane zvandingaita here kuti beche rangu rikure?

Une makore manganiko? Hakuna munhukadzi anganzi haakwanisi kupinza mboro yomurume nokuti kuzasi kwake kudiki. Beche romukadzi rinotatamuka zvokuti chero murume akava nemboro yakakuru zvakadii anokwanisa kupinza uye zvisingarwadzi kana amborega kuzasi kuchinyatso kunyorova.

Loading...

Murume anonzi ange ane mboro yakakura kupfura vese panyika anonzi Falcon anozvitaurira ega kuti akarara nevakadzi vakawanda uye anombopota achirara nevarume futi. Kumashure kwemurume kudiki chose pane beche remukadzi saka kana achikwanisa kupinza mumurume zvechingochani zvoreva kuti iwe uchawana murume agokupinza ugonakirwa pasina zvokuti kuzasi kudiki. Mirira chete kusvika wawana murume akakodzera.

Loading...