Kuzvambura kababe kepaFacebook neNyoro – Ndakakasvisvina Matinji Kakapa kutenda!

0
2882

Kuzvambura kababe kepaFacebook neNyoro – Ndakakasvisvina Matinji Kakapa kutenda.Ndakasangana nerimwe babe pafacebook raigara kuGweru inini ndaigara ku Joburg. Takatanga kudana zvepamhepo tichitaura pa Whatsapp manheru ega ega , shocking during the day hapana kana munhu aitsvaga mumwe taingotanga kutaura manheru around 10pm zvekuti taizosvika kana 12 midnight tichingotaura chete. Ndaisha hangu basa raiva nemaflexible hours, lets just say ndaiyenda kubasa anytime as long as ndaenda ko ndainge ndakapihwa nyembe nemuridzi wecompany aigara overseas saka supetvisor ndiye aivhura shop yacho ndozongosvikawo to make sure things are fine nekuzovhara hangu late saka nguva yekutaura ndainge ndinayo.

Takadana pafacebook nepaWhatsapp kusvikira takutumira mavideo tichibonyoro iye achitamba nekabhinzi kake zvekuti ndaibva ndanzwa kuda kusvira asi problem ndeyekuti ndaitofunga kuti hatife takaonana. Mumwe musi ndakaita rwendo rwekuyenda kuZim ndikabva ndataura naye kuti ndirikuuya iye akafunga kuti ndirikunyepa, ndainge ndisati ndambomuona face to face this was going to be the first time kana akabvuma kundiona saka ndakamuti andipe foni number dzake ndikati ndichamufonera ndasvika muGweru ndichipfuura kuti azive kuti ndauya zveshuwa. Ndakaita saizvozvo ndichibva ndafona ndikamuti ndiburuke here akati no coz anga asipo and ainge asingagone kuuya mutown kuti awuye kuzondiwona saka ndakapfurira nebhazi ndikayenda kumba ku Kwekwe.

That same day manheru takatanga kutaura tese again ndikamuti sei waramba kundiona zvikanzi chokwadi ndainge ndakadhakwa a bit saka bhabharasi, chandaimudira handina kumbofunga kuti aindinyepera munhu aigara achitaura chokwadi kwete zvekuhwandirana. Ndakamuti saka ndokuona rini zvikanzi huya hako nhasi, ndakamuudza kuti ndichauya later ndichibva ndatora shamwari yangu ndokubva tadriver kuyenda ikoko around 6 manheru, patakasvika takamufonera kuti atipe madirection ekumba kwavo asi akabva ati aah ndabuda inini ndafunga kuti hauchauye ndiri kuparty but unogona kuuya hako if you don’t mind ndifunge kuti ndauya all this way ndodzokera ndisina kumuona, hazviite.Ndakamuudza kuti andipe madirections ndiuye kwainge ari, tasvika paye munhu ainge ane shamwari yake vakadhakwa vese.

Ndakamuti unindiziva here zvikanzi ehe ndokubva awuya panzeve yangu ndokuti ndokuziva iwewe plus ndinoziva mboro yako ndakakuona uchibonyora, ndakabva ndaseka hangu. Ndakamuti saka tirikuita sei akati aida kumbofara asati ayenda kumba saka takayenda kune rimwe bhawa ndichibva ndamutengera doro tichibva taenda kumba kwavo apparently vaitogara vese apa ainge ane mwana ane 5 years.Ndakamuti saka ndirikurara here kuno kana kuti todzokera hedu zvikanzi ndingade kuti urare asi mwana wangu anozofunga kuti ana daddy and iwewe i think urikuda kungosvira chete wobva wanditiza hako.

read more on next page…

Loading...

Leave a Reply