Masviriro andaikaitwa naNomsa tabva kunaiwa tichibva kubasa!

0
4077

Ndakamuka musi uyu ndikawona kuchinaya apa ndainge ndina Nomsa, babe randaishanda naro riri cashier pabasa pedu. Ndainge ndakatanga kusvirana naNomsa kubva week rainge rapfuura after tainge tanaiwa tichifamba kubva kubasa.

Ndaigara padhuze nekubasa saka takati tichibuda tichangoti fambei kwakanaya imwe mvura yaityisa zvekuti pasina kana 2 minutes vanhu tainge tatota kuita kunge vanhu vainge vanaiwa 30 mins chaidzo. Takada kumhanya kudzokera kubasa asi pamba pangu painge paripadhuze ndichibva ndati ngatimhanye paflat pangu apo at least we will get out of the wet clothes and get warm. Takamhanya ndokubva ndavhura door tichibva tapinda tainge tatota zvekuti kana mabhurugwa emukati ainge atonyorova, ndakati ndichivhara door so Nomsa ainge atobvisa hembe dzese kusara asina kana chinhu akamira zvikanzi ndipowo tshirt ndichipfeka.

Ndakambo freezer ndakatarisa muviri wake wange usina kana kamark kekuchekwa newire asi ainge ane ganda riri smooth. Ndakatanga ndabatidza zi phillips heater randainge ndinaro kuitira kuti mumba mufano dziya ndikaona munhu achinditevera asina kupfeka kudaro ndokubva amira paheater achiita semunhu arikudziya mbahura. Ndainge ndine bachelors flat saka pekuhwanda chaipo kwainge kuri kutoilet but ndakazviti kana iye abvisa hembe dzake pamberi pangu chinonditadzisawo chii. Ndainge ndarohwa nechando zvekuti mboro nemachende zvainge zvaita shrink kuita tudiki diki ndikangozviti nhasi ndichasekwa chete. Ndakabva ndamukandira tshirt nechi Adidas track bottom rangu ndikaona munhu wasn’t even looking at the clothes dzandikakanda kwaari instead ainge atarisa kamboro kangu kaine kaita shrink nekutonhorwa.

continue reading on next page…

Loading...

Leave a Reply