Masviriro andakaita Ass Manager wangu kubasa akabata freezer

0
7498

Masviriro andakaita Ass Manager wangu kubasa.

Ndaiva ndine basa riribho zvekuti ndaigona kungopinda nguva yandada ndodzokera hangu but I just had to make sure kuti ndapinda pabasa everyday nomatter what. Taiva nepolicy yekuti a good manager anogona kurunner shop yake kunyangwe asipo, saka ndainge ndina ass manager aiyita zvese pandainge ndisipo most of the time.Pese pandaiwuya kubasa ndaigara na Assistant wangu achindipa feedback yezvese zvaaita that day ndisipo and possibly taibva tadya lunch tese.

Takatanga kuwirira stereki zvekuti whatsapp kwainge kwava kudya kwedu since ainge asati aroorwa kana neniwo taipota tichiita chat kusvika very late until one day takatanga kutaura zvinyadzi. First day zvaitika handina kumuona coz she was off and inini I was off the next day saka 2 days idzi taingotaura pa whatsapp zvedu. Takazoonana kubasa iri Wednesday ndikaona mumhu achiyita kakunyaririra ndikabva ndakutomudenha hangu ndichibva ndati asi hauna kupfeka bhurugwa ndichizevezera munzeve, akangosekerera ndokubva anditi what do you think! To be honest masasi eharare I did expect answer yakadaro but ndakabva ndanzwa rimwe zemo risingaite but problem taiva kubasa.

Zuva iri ndakaswera ndichingofunga kuti munhu uyu was tempting me achida kuona kuti ndinoita sei since ndainge ndisati ndabhomubata kana garo zvaro.Ndaiziva kuti ainge ane mukomana wake asi lately ainge asingambotaure nezvake saka ndakabva ndayenda kunogara muOffice ndichiita paper work hangu, ndichibva ndabata foni yangu ndokutumira whatsapp ndichiti “Howz your Boyfriend”, munhu ndokupindura achiti don’t know, don’t care and don’t wanna talk about it. Ndakabva ndaziva kuti something was wrong ndipo pandakabva ndati wakapedzisira kusvira rini, ndichibva ndaseka hangu kkkkk, akaita time asina kupindura ndikafunga kuti haana kufarira zvandainge ndanyora but it turned out kuti ainge angoita busy nebasa for a while. Akapindura later akati eish sha hausi kuona kuti ndingori stressed mazuva ano pamwe ndatova kavirgin again coz nguva yacho yareba.

continue reading ku next page….

Loading...

Leave a Reply