Masviriro andakaita mupurisa wetraffic after andipa number dzake paRoadblock!

0
6070

Masviriro andakaita mupurisa wetraffic after andipa number dzake

Wainge uri musi weMonday apa ndainge ndanonoka kubasa, ndaishandira about 40km away from home ndokubva ndanonoka kumuka.On my way ndakamiswa nemapurisa etraffic ndokubva pauya mupurisa wechikadzi ainge akasimba zvekuti uniform yakati mbaa mba mbaaaa zvekuti kana beche rainge rakadhinda patrouse kuita kunge munhu ainge asina kupfeka pant or munhu aingova nebeche rakafuta.

Akatanga kutaura neni achiti inga mukadzi wako arikugona kukuchengeta hona kuchena kwawakaita. Ndichibva ndamuti ndinogara ndega inini haaa masasi eharare akaramba akati hazviite hakuna murume wezera rako asina mukadzi kana girlfriend. Ndainge ndadyawo ma Christmas akati oooo and zveshuwa ndaigara ndega but mupurisa uya akaramba.Haana kana kyndibvunza licence ainge achitonetsa hanzi ndipowo mari yedrink ndikamuti handina, akabva ati ukandipa mari yedrink ndokupa fone number yangu then ndozouya kuzoona kwaunogara kuti unogara wega here.

Ndakamupa 10rand yandakatora kupassenger one yainge yakagara kufront ndokubva andipa foni number yake. Ndakabva paya ndokubva ndafona number iya wanikwe ndeye chokwadi, ndikati just want to check if this number is real.Akabva aseka zvikanzi I meant everything ndichauya kumba kwako but won’t tell you when nekuti uchatizisa girlfriend yako, ndakamuudza kuti huya anytime ndinenge ndiripo.

Continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments