Masviriro andakaita Sally tasangana muJoburg after 10 years

0
2922

Masviriro andakaita Sally tasangana muJoburg after 10 years.

Ndainge ndakugara muJoburg ndichishanda ikoko zvekuti ndaitonge ndava ne6 years ndirimo muSouth Africa, ndainge ndakamboroora asi ndokurambana. Pabasa pangu ndini ndaiyita zveku hire vanhu saka you can imagine my surprise ndichiwona CV ye ex yangu achitsvaga basa.Ndakambofunga kuti pamwe kufanana kwemazita ndokubva ndati rega ndifone ndione kuti ndiye here. Ndakamufonera ndikati awuye ku interview magwana acho ndokuswera husiku hwese ndichizvibvunza kuti ndiye here but ndakangoti kwasara a few hours kuti ndizive.

Loading...

Ndakayenda kubasa as usual ndokumirira my 10 o’clock appointment apa ndiyo yaiva interview ye ex yangu, akasvika ndikamuona achiri pa reception chaipo ndokubva anzi ambogara akamirira 10.Akapinda muoffice mangu akatarisa pasi asi paakasimudza musoro ndokundiwona aka screamer zvekuti receptionist akauya kuzobvunza kuti kwakanaka here. Akayita kundimbundira nerimwe zi hug ndichibva ndaita kunyura mumazamu ake ainge akura kuita kunge mabhora e soccer. Kubva time yatakadanana this was the closest yandainge ndayita nekubata mazamu ake, ndaitya kumubata bata time iyoyo.

Ndisati ndaita interview ndainge ndakutoda kutoyenda naye kumba nekuti kukura kwake ainge atowedzera kunaka apa kukura kwainge kwayita mazamu ake ayimisa mboro yekungomatarisa. Ndakazoita interview ndakamisa mboro and semunhu ainge akanga asina kumbobata ex yake kudhara ndainge ndakungoda kuona kuti did i miss anything pa 10years. Ndakapedza interview ndichibva ndamubvunza kuti saka urikugara kupi zvikanzi I am staying with a friend mu Joburg CBD zvinhu zvakandinzvanya sha been here for a few months apa ndirikushaya basa zvikanzi don’t worry basa watoriwana. Ndakaona munhu afara ndokubva ndamuti number aaaah iwe masasi eharare munhu akanhonga foni yangu the next thing number yainge yatoiswa kare. Ndakamuti andimirire ndikuperekedze ndichida kuyenda kunoona kwaaigara, patakasvika pamba pacho takasvika shamwari yacho asipo apa ainge ayenda nemakeys saka Sally ainge asina kwekuyenda for that time ndichibva ndamuti handei kumba kwangu I will bring you back later.

continue reading on next page…

Loading...