Masviriro andakazoita chimwe chibabe chidhafu tasangana muJoburg!

0
3313

Masviriro andakazoita chimwe chidhafu dhudha tasangana muJoburg

Ndaigara ndichifamba nema taxi everyday and ndaigara ndichiwona chibabe ichi, pekutanga ndainge ndisina kashungu nayae until one day it hit me kuti munhu uyu almost every morning tinosangana mutaxi and tinogara on the same seat. Musi uyu ndakabva ndati hi, I am Mike and she responded zvikanzi ndinonzi Thobeka, nekusimba kwaainge akaita she had the softest voice ever ndaitoita kuswededza nzeve close kuti ndinzwe zvaaitaura.That day takayenda kubasa tichitaura ticlhiseka and we exchanged phone numbers manje whatsapp iyi we kept chatting zuva rese.

Loading...

Next day hatina kuonana but taitaura hedu paWhatsapp zvekuti takangoita kunge towonana. Musikana uyu ainge ari chibhora chaicho aifamba kunge munhu anoremerwa nemuviri wake but inini nemusikanzwa ndikabva ndati hi pakati pehusiku ko ndaida kuziva kuti ane murume here. Pasina nguva ndakanzwa munhu apindura, ndichibva ndati sorry didn’t think you will be awake zvikanzi handirare most of the time, paakadaro ndakabva ndati ko chii chiri kunetsa , ha masasi eharare zvandakaudzwa ipapo ndakanzwa tsitsi, zvakanzi ndane 26 years ndinozvishandira asi ndinogara nevabereki vangu plus mukukura kwangu kusvikira nhasi ndakaiswa ka3 chete and the last time yandakasvirwa was 2 years ago.

continue reading on next page….

Loading...