Mukadzi weshamwari yangu anondidya mboro asi wangu haadi – Ndodii?

0
3669

Mukadzi weshamwari yangu anondidya mboro asi wangu haadi.Ndodii?

Hapana chinoitika chakasiyana nechinoitika kana uchirara nomukadzi wako wemumba asi kungoti unofanira kunzwisisa zvinhu zvakati wandei.

Loading...

1. mukadzi wemunhu anohura newe zvinoreva kuti anohura nevamwe varume saka unokwanisa kubata zvirwere zvaanobata kubva kumahure echirume aanorara nawo.

2. kana murume akasiya hurume mukati memukadzi, hunoita mazuva matatu huri hupenyu, hoita nguva inopfuura mazuva matatu kusukwa kubva mubeche remukadzi. Zvinoreva kuti murume wake akarara naye iwe ukarara naye unotonyika mboro yako muhurume hwemurume wake, wosiyavo hwako imomo, vamwe varume vouyavo vachinyika mboro dzavo imomo.

Ndoosaka zvichinzi murume kuhura kushaya self respect. Zvakangofanana nokuti varume vashanu vovhenganisa hurume hwavo mukapu iwe woenda wononyika mboro yako imomo.

3. Kuhura kwemurume ane mukadzi mumba kunowedzera chance yokuita cancer yechibereko yomukadzi wemumba.

4. Ukapa mukadzi wako siki, akasaziva kuti ane siki, akaita mimba ane siki, zvinokwanisa kukanganisa mwana.

5. Kana uchihura shandisa makondhomu nguva dzese. Izvi zvinonetsa vakawanda nokuti vakadzi vanohura vanhu vanofarirawo kuitira zvikomba zvavo zvinhu zvavasingaitiri varume mumba, saka uchaona kuti anofaririra kuita zvimwe zvinokwanisa kukupa excitement yokuti unokwanisa kuzofunga kondhomu watomutundira kare mukati. Zvirwere wozofunga watobata.

Varume vakawanda vanonyora vachibvunza kuti sei mukadzi wemunhu achinaka kupfuura wangu. Ipapo wakewo ari kunakira umwe murume kupfuura zvaanoita kumba.

Loading...