Murume ayitadza kundigutsa pabonde – Ndakazosvirwa namudhara Banda gardener wedu!

0
5123

Murume ayitadza kundigutsa pabonde – Ndakazosvirwa namudhara Banda gardener wedu!

Ndainge ndakaroorwa nemurure ayindiitira zvese hapana chandaishaya mota, mari and all material things imba yangu yainge yakazara.Tainge tine problem one mumba medu, murume wangu ayikurumidza kutunda achindisiya ndisati ndambodii and chaibhowa ayiti kana atunda obva atorara zvake haamuke even for second round, ukada kumumutsa aibva atsamwa hanzi magwana ndirikuyenda kubasa need to rest. Ndaitozongorara ndakadaro ndisina chandanzwa kuyita kunge ndirikurara nekamwana kadiki. Chokwadi ndofunga murume wangu ayizviziva kuti ane problem yekutadza kundigutsa saka aibva ayita hasha instead yekuti tigadzirise problem.

Loading...

Mumwe musi ndakayita zvovindi ndokubva ndamutanga ndikati sweetie ndava ne2 years ndinewe asi handisati ndakambotunda pese paunondisvira ndikada kutaura newe unogara wakandiitira hasha zvekuti ndinobva ndatya kutaura. Munhu akaratidza kunyara zvikanzi sha ndinozviziva and been trying mishonga hombo even vhuka vhuka ndakatomboitenga but hazvishande pese pandinoramba manheru paunondimutsa ndinenge ndisingade to embarass myself again ndikabva ndamuti saka handei for proffessional help tizive zvekuita.Munhu akamboita kunge asirikuda ndikamuti manje tinopedza sei problem yedu or maybe since iwe uchanakirwa hauna basa neni kuti ndanakirwa here or handina.Musi iwoyo tichironga kuyenda kwadoc ndakabva ndayenda kucottage kwaigara aBanda ndichida kuti vagadzirise something mukitchen, ndakati ndichisvika padoor ravo wanike rakavhuruka ndokungopinda ndichideedzera zita ravo apo munhu ainge ari musvo asina kana chinhu achitamba radio ndosaka ainge asinganzwe kudeedzera kwandaiyita apa maziso angu ainge akutadza kubva pazimboro randainge ndichiwona pana aBanda. Zimboro ravo rainge rakafuta apa chiri chipfupi, masasi eharare apa ndakabva ndayita mweya wekuda kumbosvirwa naMr Banda.

Ndakavaudza kuti vaideedzwa nemurume wangu kukitchen he needed his help, vakada kutanga kukumbira ruregerero ndikavaudza kuti hazvina basa and I won’t tell murume wangu.Vakaradza kuita I bit relaxed ndokubva ndabuda kudzokera kumain house apa ndainge ndakungofunga zimboro randainge ndawona, ndakasvika mumba pfungwa dzangu dzakungofunga kuda kusvirwa na aBanda.Murume wangu akazviona kuti ndainge ndichifunga about something ayitaura neni ini ndaifunga chimboro chikobvu chipfupi. Tainge tawirana kuti tichayenda kwaDoc weekend yaitevera but inini ndainge ndatozviudza kuti panosvika weekend ndinenge ndatosvirwa naBanda chete.

Next day baba vayenda kubasa ndakageza ndokupedza ndichibva ndapfeka night dress rairatiza mazamu panze angu ndokubva ndadeedza mudhara Banda. Akasvika mumba ndichibva ndati huyayi kubedroom pane zvandiri kuda kuti munditorerewo zviripamusoro pandisiri kusvikira. Murume akauya hake apa ainge ari quiet sei, vachipinda vakandiwona ndakagara pabed maziso avo akayita kunge afreezer akatarisa mazamu angu, ndokubva ndati ndakawona mboro yenyu saka ndanga ndichida kuti muonewo something. Vakabva vazobuda vachiyenda kumba kwavo kucottage, handina kutevera ndaida kuti zvivatambudzewo mupfungwa sezvandainge ndakuyitawo inini.Kubva the next day ndakawona munhu akungouya kuzoshandira close to the main house achipota achidongorera mumba nsikabva ndati plan ndeipi kuti vazive kuti ndirikuda kuti vandisvire.Ndaibva kunogeza ndikawona aBanda vari pamberi pedinning room apa yainge ine maglass doors ndichibva ndavhura macurtains ndichifamba mumba ndisina kupfeka ndikaona munhu ayisa pick pasi ndokuramba akangotarisa kudoor kuya inini ndaiva musvo. Ndakatanga kumudeedza nezvigunwe ndikawona munhu akanda matools pasi achifamba kuuya kudoor, ndichibva ndamuvhurira apa ndisina kupfeka.

continue reading on next page…

Loading...