Murume wangu anofarira kundisvira ndakafongora, Ini ndotya kusura!

0
2458

Ndoitawo sei. Murume wango anofarira kundisvira ndakafongora. Ini ndotya kusura.

Mhinduro…

Kusura hakunei kuti wakafongora kana kuti wakarara sei. Munhu wese anosura. Hakuna murume ane basa nokusura kana ava pakati pekusvirana nomukadzi wake. Iye anotosurawo futi. Uri kungozvinetsa nenyaya isina maturo. Fongora wakasununguka unakirwe nomurume wako.

Comment with your Facebook

comments