Murume wangu haadi zvokundikwira – Ndinokwanisa kuita mwedzi ndisina kusvirwa!

0
2400

Ndibatsireiwo.Ndava nemakore 14 ndaroorwa. Murume ane makore 58 ini makore 33. Murume wangu ndinomuda chose asi zvokundikwira haadi. Ndinokwanisa kuita mwedzi kana miviri pasina chaitwa. Pazvimwe zvese anogona hake asi ipapa pakundikwira haapakwanisi. Patakaroorana taisvirana zuva nezuva. Ndinoshaya zvokuita kuti ade kundikwira.  Ndibatsireiwo.

Last week ndichibva kuBulawayo ndakasangana nemurume wandakapinda naye chikoro ndokuita nyaya kusvika damuudza kuti murume wangu ava munhu mukuru saka zvinopota zvichinetsa. Iyewo akati kumba kwake mukadzi wake anomunetsa pakusada kurara naye. Nezuro ndakaenda kuchisango chiri kudhuze nokumaplots kune plot yake ndikarara naye kaviri patwo hours tichishandisa macondom. Not Proud hangu asi ndakadakarwa zvokuti.

Today all day ndaswera ndichingonetseka pazviri. Uku ndoda kukwirwa, uku chihure handidi. Vamwe munozvifambisawo sei kana murume asingadi kukukwira?

continue reading minduro yacho pa next page….

Comment with your Facebook

comments