Mushonga wekubata mukadzi achihura unowanikwa kupi?

0
1689

Mushonga wekubata mukadzi achihura unowanikwepi. Mukadzi wangu I think ari kuchita asi handisi kugona kumubata.

Mushonga wekubata mukadzi achihura unowanikwa kunowanikwa mushonga wekubata murume achihura.

Wadireiko kuti mukadzi wako ahure ugomubata. Zviri nani kubata mukadzi wako zvakanaka kuti asafunga zvokuhura. Hazvinetsi kubata mukadzi/murume zvakanaka.

Loading...