Muyedzo wandakasangana nawo – Ndakavhurirwa makumbo neshamwari yemukadzi wangu

0
6295

Muyedzo wandakasangana nawo zvanga zvakaoma kuvhurirwa makumbo neshamwari yemukadzi wangu, manje yandakabva ndazoita ndiyo yakapenga manje hausati wamboiona iyoyo.

Mukadzi wangu akati ayenda ku Messina kunotenga zvinhu zvake zve Flea market, shamwari yake iya ndokubva yauya kumba ko aiziva kuti mudzimai wangu haapo. Akasvika semunhu ainge asingazive apa akapfeka kamini skirt kered apa mukati mainge musina chinhu. Akanoka padoor ndokubva ndavhura ndikati ko Tracy wakadii hako, zvikanzi ndiripo hangu ko mai Simba varipo here. Ndakaratidza kushamisika nekuti I was so sure kuti hapana chaiitwa nemukadzi iye asingazive, izvo munhu ane zvake zvaainge akateya.Ndakabva ndati aaah ko asi hamuna kutaura mese, iye achibva ati ndainge ndayenda kuTanzania kunotenga zvinhu zvekutengesa saka ndatodzoka nhasi makuseni, inini ndokubva ndaita play along ndichida kuziva zvaaida since ndaiziva kuti ainge atova ne 3 days adzoka kubva ku Tanzania. Ndainge ndakaudzwa kuti ainge ayenda kunotora ka Toyota something, ko ndainge ndisingazviise mumusoro.

Akakumbira mvura ndikamuti pinda hako kitchen unoiziva ndichibva ndayenda kunogara hangu pasofa ndokutanga kuita flip ma channels pa Dstv ndichitsvaga something to watch. Tracy akauya ndokugara pamberi pangu apa akashadabura hake matinji achiita kunge achagumha pafloor, ainge akakura. Ndakaita sendisiri kumuona ndokubva ndangoti Tracy mai Simba havapo variku Messina please kana pasina zvimwe unozodzoka magwana vauya. Mwana uyu aiva mudiki kune mukadzi wangu zvekuti ndakatoshaya kuti vainge vakaita shamwari sei but ndakanzwa kuti vainge vabatsirana paborder musi wavakatanga kusangana and relationship yavo was growing stronger everyday.Tracy akaita kuverengera kusumuka ndokubva akwinya skirt yake apa zvidya zvake zve yellow zvainge zvisina kana karoda zvako kuita kunge munhu abva kuumbwa.

continue reading on next page…

Loading...