My husband looks down upon me ndibatsireiwo TETE MOLLY

0
1058

TETE MOLLY thank you for your platform. I am a 24­ year ­old woman and did my A­Levels at a mission school in Zimbabwe. Please help me because I think ndakavhiringa hupenyu hwangu. I fell in love with a guy who I thought loved me enough to be his life partner ndakamutizira ndisina pamuviri, this did not go down well with his parents from the word go. I tried to go back home after a few weeks vana tete vakaudza baba vangu kuti hatidi mahumbwe pano so I’m stuck with this guy, ndatove nemwana mukomana.

His younger brother got married ini ndatovepo, mukadzi wake anodiwa nemunhu wese as the official muroora. My husband still dates other women, ndikabvunza anoti haana kuroora saka haadi kubvunzwa. They don’t include me in family functions, ndotonzwa zvinenge zvichiitika nasisi the maid

Loading...

Ma in­laws angu akati they don’t recognise me at all, kana ndichida sadza and accommodation that’s all they can provide for the sake of my child. Can you imagine? Murume wangu izita chete anotondidadira, imwe nguva akandivhunza kuti ndingada here kuita matron of honour pamuchato wake ne would­be spouse yake? I feel so lonely, so used and so hopeless. Ndoita sei, TETE MOLLY

 

RESPONSE

Thank you for writing in, I felt so sorry for you and almost cried. My first question is what are you doing there? Why did you elope? Munorwadzisa vabereki kani, A­level inotiza mukumbo this day and age, why? Why? Pane tsumo inoti mandikurumidza akazvara mandinonoka. Yes you are right, you messed up your life and you now have a baby to bring up. Hapana ari kukudadira, they are simply knocking sense into your head, you need to be reminded that you are not married and the guy has no future plans for you.

To that family you are just as good as a stranger no wonder why they don’t involve you in their family functions. Kumba kwenyu kune sadza nepekugara, why don’t you quit and keep your pride? I don’t understand why you continue to hurt your feelings by calling this guy your husband, for now he is not, get that loud and clear. Ukaramba uripo uchabva wane vamwe vanazve and mind you ava vana vanenge vachizvarwa pabonde risina rudo sezvawakaita dangwe rako. My advice is talk to vana tete and tell them you seriously want to go back home and apologise to your parents and family. Ukaona zvisiri kufamba tsvaga kana sahwira wemhuri akusvitse kumba.

I know your parents although vakatsamwa nezvawakaita vanokuregerera vokupa mukana wekutanga patsva. Go back home and experience true love. Don’t feel hopeless, you are an intelligent girl who did her A­Levels, there is so much potential in you. Your next communication to me should be “ndave kumba ndirikuronga chikoro chepamusoro neupenyu”. – Good Luck, my girl

Loading...

Leave a Reply