Ndakabata mai vangu vachisvirwa nemurume wangu mugarage…

0
5532

Ndakabata mai vangu vachisvirwa nemurume wangu mugarage…

Ndainge ndakaroorwa for 6 years ndine vana 2 mukomana nemusikana tichigara zvakanaka murume wangu ainge anebasa riribho hapana chataishaya kumba. Imba tainge tinayo vana vangu vaitonge vane mabedroom abo vega and tainge tine spare guest room mainge muchigara mai vangu.

Mumba medu everything seemed good and ndaiziva kuti murume wangu anondida, most weekends taiyenda out just the 2 of us tichisiya vana vakatariswa namama vangu.Nemumwe musi ndakayenda kubasa as usual ndokubva taudzwa kuti weekend taiyenda for a meeting out of town saka pandikadzoka kumba ndakasvika ndikaudza murume wangu kuti I won’ t be around this weekend ndirikuyenda out nebasa haana kuramba nekuti taiwirana and trust yainge iripo.

Weekend yakasvika ndokubva ndaita bye bye kumurume wangu ndokutsvaga mama ndichibva ndavashaya ndikafunga kuti vabuda. Ndakaudza murume wangu kuti azovaudza kuti ndabuda akabva ati its okay ndichibva ndabuda kuyenda. Ndakasvika kubasa ndichibva ndawona kuti ndainge ndakanganwa mapepa ekubasa aidiwa pmeeting iyi since ndainge ndabuda ndichimhanya mota yekubasa yakamira pagate. Boss vangu vakangoti its fine tinopfuura tichitora takuyenda since its on the way ndikati hapana problem.

Takapinda mumota yaboss vakasvika ndoku parker pamberi pemba somehow there was quiet pamba zvekuti ndakashaya kuti vanhu vese vayenda kupi makuseni iwayo. Ndakayenda kumba kwevana ndikawana vachiri vakarara apa murume ainge asiri mubedroom medu momz futi vainge vasiri mumba mavo, ndakanzwa kucherera kuchibva mugarage ndikavhura door ndakabata mapepa angu ekubasa ndikawona murume wangu ari busy kusvira mai vangu ivo vachitochemerera, ndakangoti ndochii ichi vanhu vakavhunduka apa kwainge kusina kwekutizira. Ndakabuda ndikayenda kumota kunaboss misodzi yatova mumatama ndokubva abuda kupinda mugarage muya nemamwe maworkmates angu vese vakaona murume wangu namai vangu vasina kupfeka apa vainge vasingazive kuti hembe dzavo dzayenda kupi yaita se live drama. Boss vakati ndisare kumeeting but ndakaramba ndikati ndingafe nestress coz can’t look at my husband and my mother right now.

Ndakabva ndabuda ndikayenda kumeeting tikavasiya vasina kupfeka kudaro.

Loading...

Leave a Reply