Ndakabata Munin’ina Wangu Achisvira Mukadzi Wangu – Ndovaita Sei?

0
3956

Ndakabata Munin’ina Wangu Achisvira Mukadzi Wangu – Ndovaita Sei?

Ndiri murume ane 25 years, ndakaroora mukadzi ane 21, munin’ina wangu ari form 6 ane 19 years. Ndaigara nemunin’ina kubva ari form 4 kusvika nhasi.Vaviri ava vanoremekedzana chero chiramu havatambe. Asi zvakaitika nezuro zvakandishamisa handina kana kurara nhasi.

Ndinobva kubasa kuma 9pm and patinogara pane imbwa so ndikasvika dzinohukura & people will know ndauya. Tinoroja cottage yedu tega kuma low density. Main entrance ine screen door resimbi zvekuti uchipinda pascreen unenge wave mupassage, ku right kune spare bedroom inorara munin’ina and kuleft kune kitchen and inside kitchen mune inside door rinopinda mu bedroom medu. Nezuro I got home early than usual, around 7.55pm. Imbwa dzakangondi mhanyira asi hadzina kuhukura. All lights edzimba were off.

Handina kushamisika nekuti pamwe ndosvika varara.
Ndakavhura screen door ndokupinda ndikabva ndavhara. Ndakavhura door rekuleft mukitchen ndokuita light on. Ndakashamisika kuona mudzimai wangu akamira pakati pemba. Ndakamuvhunza asi iye akati ndanzwa screen door noise ndikaziva wauya so ndoda kukutambira. Ndakabva ndamupa paperbag randaive naro and proceeded to the inside door remubedroom. But iye akandimisa achitaura zvine love mukati achiti ‘ko ukuendepi hausi kundiona.’ Akabva andigumbandira about 2 mins achibvunza kuti ndaswera sei, basa riri sei etc.

Ndakazomuvhunzawo kuti ko matako angu aswera
sei ndipo paakati shhh nyarara babamunini vari mubedroom. Imomo ndimo mune TV yedu sezvo tisina dinning room asi ndakabva ndaita dzimwe pfungwa.

1. Kana vanhu ava vanga vasati varara ko why were all lights were off & place quiet especially since vanga vari 2 mubedroom vega.

2. Vaviri ava havana kuziva ndasvika nekuti imbwa hadzina kuhukura. Vakazongonzwa noise ye screen door ndavhura. I suspect wife akamhanya achida kuita kitchen light on, but even though ndakanonoka nefone yadonha ndakamutangira saka akabva angomira pakati pemba.

3. Pandaida kupinda mu bedroom she delayed me nelong hug and sweet talks pamwe munin’ina akanga asati anyatsopfeka.

Idzi pfungwa dzakandinetsa asi I tried zvakawanda kuti ndizame kuvabata but hapana zvandakanzwa kana kuona. Nyaya iyi ndinga investigate sei ndibate chokwadi. Ko kana chiri chokwadi ndingaitonge sei nyaya iyi.

Comment with your Facebook

comments