Ndakabatwa nalandlord ndichisvira girlfriend mukadzi wangu asipo!

0
3184

Mukadzi wangu akaomboenda kuZimbabwe ndikasara ndichipinza mababe muden, wekutanga akange ari musikana arikubva kumusha adzimirwa phone ndikamunzwira tsitsi ndikaenda naye kumba, ndakatokumbira landlord wangu kuti amubvumidze kurara mudinning akaramba.

Ndakashaya kuti ndoita sei since kwainge kwasviba ndichibva ndamuti awuye kuzorara muroom mangu pasofa inini ndichibva ndarara pabed, handina kana kumubata asi ava makuseni ndakawona munhu achibva pabed asina kana kupfeka anything akunogeza. Ndakamubvunza kuti chii chainge chayitika zvikanzi ndakamusvira nyoro husiku hwese kutoita maround 4 chaiwo, inini ndainge ndisina kana kudhakwa asi I don’t remember ndichisvira munhu. I was confused kuti chii chayitika saka ndakaramba ndichibvunza ndokubva anonoka kubuda landlord ndokubva vamuona again.

Three days after izvi zvaitika ndakasangana futi nerimwe babe kubhawa apa ndainge ndizemo zveshuwa mai mupfanha vainge vanonoka kudzoka ndokubva ndataimira kuti landlord varare. Ndakapinda naye very late ndokubva ndangosvika ndichingobvisa hembe ndichibva ndatanga kumusvira slowly ndokubva atanga kuridza mhere zvekuti akamutsa landlord ndikanzwa vachindinokera asi ndakaramba ndakanyarara ndokubva ndabuda naye early kuti vasamuone but to my surprise mukadzi wangu adzoka ndakanzwa akuuya kwandiri achiti ndawona bhurugwa mumba. Apa ainge awudzwa kuti ndainge ndawunza vasikana kumba asi pandikabvunzwa ipapo ndakaramba ndikati ndaiwona pono ndiyo noise yavakanzwa.

Takazogadzirisana hedu asi these day haachade kuyenda kuZim hanzi tumira nebhazi urikuda kusara uchisvira vakadzi ndisipo.

Loading...

Leave a Reply