Ndakakapidigura ndokuirova nekumashure, ndakatanga kukoira sendine spring muchiuno!

0
3563

Ndakakapidigura ndokuirova nekumashure, ndakatanga kukoira sendine spring muchiuno! Ndakazooona shasha yokoirirawo kure kure ichinyaririra, mboro yakamira zvekumira zviya zvandisati ndambooona zvekuti ndakashamisika nazvo. Sasenior pakusvira apa i used my experience ndokubvisa kablouse kake nemazino ndokutanga kunanzwa tushungu twemazamu ake wati kuvhunduka here kwaakaita Mpho. Akabva apinza ruoko rwake mubhurugwa mangu ndokubata zimboro rino ranga rashatirwa nekuda kusvira ndokutanga kubonyorwa bonyorwa zviri soft soft, ndikangoti ma xhosa anoda zvinhu.

Kakasumuka kababe ndokubvisa bhurugwa rangu ndokutarisa mboro neziso riya remunhu anokara, akatanga kudonha tumusodzi twemufaro Mpho ndokubva akotama so. Ndakazongoerekana mboro yava mumuromomasasi eharare, mboro yaisvetwa zviya zvinoitwa malolipop amanaka zvinhu zvinonaka izviiii. Aitenderedza rurimi rwake pazvonyo yangu zviri fast zvokuti ndakapotsa ndatunda, aipota achisvipira mate pamboro achida kumedza mboro but yaisakwana yese mumuromo nekuti zimboro chairo. Cherwondo runo akomanaka aiita seanoda kupinza rurimi pakaburi kemboro kaya uuuu ndainzwa gotsi kuti papata nekunakirwa, ndaingodeedzera chidokohori mushonga wemavende.

Loading...

Akapatsanura machende angu ndokutora mhodzi one ndokuiti mumuromo make tsveeee baba ndokuitenderedza parurimi rwake apa left hand rake riri busy kundibonyora mboro yangu imi ohoooo ooo ichokwadi kuti chitsva chiri murutsoka, akatanga kuyamwa futi mboro yangu zviri hard ipapo ichindogumha kuhuroi uku omboita seoda kurutsa asi achienderera mberi chete. Ini ipapo ndaiva busy kutambisa beche rake apo, the pleasure was toooo intense but ndakashinga semusviri mukuru kuti ndisatunda, dai uriwe haiwawo wakahudurura huronyo ndokuziva zveee hautane kutunda iwewewe so.

Akatanga kupuruzira chest yangu mwana wevanhu apa ziso rava red nekuda mboro, kubvunza mubvunzo so hapana anga achadarira zemo rabata mazwi ose. Mboro imboro shuwa kana yotodiwa munhu anopera zano, ini manje handisviri zvekumhanya mhanya ka. Ndakatora munyatso wezamu ndichiunanzwa with all passion apa left hand riri busy nekupuruzira rimwe zamu rake rekwa right apa ndaiva pasi iye ari pamusoro pangu. Masasi eharare ndanga ndatota huro yose netumusodzi twaiyerera munhu anakirwa so asika vakadzi so ayaaaa hamenoo ikoko.

continue reading on next page…

Loading...

Leave a Reply