Ndakakwesha Sandra akayiti tetsu mhere tichitundirana!

0
7432

Miss Kupe was our manager at our company she was a very beautiful girl with soft skin isina  kana bundu kana vanga aiva munhu as in a body hombe asi aiva nemukwende wemagaro nemahips , she was a girl of no nonsense and she was strict panyaya dzebasa people used to call her boss and vanhu vaimutya kunyangwe  ini ndaimutyawo coz akambondisaiza asvika ndichirova nyambo dzesviro vanhu vachiseka and she shouted ” Taflor watch out be !!warned your behaviour is now sabotaged to tantamount” ndakatanga kutya boss vangu coz hasha dzavakandiitira dzaisaita . ndakazoshamisika rimwe zuva ndichipesana navo mupassage vachiti l come across your stories and l like them boss vakadaro vachisekerera.

l was shocked nekuti ndaisafungira kuti tunyaya twangu twungasvika nekunaboss vangu ndakangoti thank u ndichipesana navo . One day pabasa pedu pakanzi paidiwa munhu one aizoenda naManager kuworkshop yakaitirwa kwaMutare yaizoitwa three days  saka manager akanzi asarudze mumwe pavashandi waaizoenda naye to my surprise akanditi ugadzirire tichaenda tese kucamp meeting  irikuitirwa kwaMutare ndakafara coz ndaiziva kuti kucamp meeting  uku  taizopiwa mari yakawanda yekunzi tinenge tiri out nebasa handina kumboita imwe pfungwa naboss. Takaenda kucamp meeting iya  iriFriday ndokusvikosangana nevamwe vecompany yedu vaibva kumabranches akasiyana . Tasvikako takatsvagirwa accommodation paneimwe lodge umwe neumwe room yake . Takazoenda mumeeting muneimwe room yaivamo mulodge umu tasvika boss vakandidana kuti ndigare paside pavo ndakaita saizvozvo . meeting isati yatanga vakandibvunza kuti ko nei usirikufara ? ndakavati ndirikufara wani ndichisekerera vakati pamwe urikufara nevamwe wasvika pandiri wosuwa ndakati hazvisizvo boss.she told me not to call her boss but to use her name Sandra .

Loading...

Meeting yakazonzi yapost ponewa ne30 minutes vanhu ngavamboita zvavanoda takabuda naSandra akati tinogara pamushana akazondi but Taflor l lyk your character urimunhu akanyarara and uri friendly ndakati kana ini ndokufarira but inyaya yekuti kubasa ndokurespecta nekuti urimunhu mukuru akabva andirova kambama kumusana achiti kukureiko takafanana . isu vekusada kugumiwa nevakadzi ndakanga ndotonzwa tumafeelings . akazonditi manheru uuye titandare panze pavaranda ndikati ibho but ndakaona kuti pairs nyaya meeting yakazoitwa ikapera kwakutosviba tichibuda takabva taenda kunodya kwakuenda kumarooms edu ndakanogeza mazino ndichiitira kunotaura naSandra .

continue reading on next page…

Loading...