Ndakamufongoresa ndikatanga kumudya beche ndichikwiza kabhinzi munhu akashinyira nekutunda ipapo!

0
6044

Ndakamufongoresa ndikatanga kumudya beche ndichikwiza kabhinzi munhu akashinyira nekutunda ipapo! Ndainge ndiri ordinary teacher pane chimwe chikoro in town, tainge taita organize a school trip to manicaland to Chimanimani. Ndakasarudzwa to accompany students. It was a cluster of 30 pupils boys and girls ma lower Sixth and majority ndaivadzidzisa so they respected me very much . Ma madam atakayenda nawo naiwo aitondigaira hora coz Ku shopping ndakatengerwa zvinhu . Takasimuka takananga kumakomoyo.

Takasvika pa bridal falls ragara gomo taneta we ate and slept in our tents but sha mamoko vana vechikoro ma ma’am aitondidawo but ndaivapa cold shoulder. Rechimangwana takamuka tichigeza uye we wanted to swim pa pool yepa waterfall apa uye kuona nzvimbo . Ndakati ndichibuda mu tent ndikaona convoy mota zhinji apo vanhu vaidawo kupemberera umwe wavo birthday rake. Handina kubatikana nezvakawanda ini ndaida unoswima chete. Ndakaenda pa pool pakazara and one of the ladies dze class called me kuti ndimutore ma pics uye she wanted to swim with me afterwards.

Ndakamutora ma pics nefoni yake yaaishandisa Samsung S7 ndapedza kumutora ndakazomubereka ndichipinda naye mumvura kusvika pa waterfall chaipo and at this time kwainge kwasara vanhu vashoma pa pool hobho vadzokera kumota dzavo. I was shocked achinditi can I have number dzako ndikati hapana chakaipa. Ndakaswima ne babe riya kusvika tabatwa nechando, munongoiziva mvura yeku bridal falls . Takazopedza weekend tiriko but manje ndainge ndatorwa moyo ne babe riya zvekuti ndainge ndakuzviudza kuti uyu ava wangu.Takadzoka iri Sunday but hapana chainge chaitika kuChimanimani.

Monday ndakamukira kubasa as usual, yava lunch ndakavhunduka ndichiwona text yaiti huya pa BMW iri panze, ndichisvika ndakatambirwa ne smile yemusikana uya wepa weekend ainge andiunzira lunch. Ha masasi eharare ndakafara ipapo, achibva andiudza kuti kana ndapedza basa aida kuzonditora ndakamuti that. 4 o’clock ichichaya ndikanzwa fone yarira zvikanzi ndakakumirira pa gate. Ndakanhonga bhachi rangu ne bag re laptop yangu pasina wandataurira even logging out handina kuita. Takananga kumba kwake and paiva pakanaka ndakapinzwa mumba mairatidza kuti ndememhene chaiyo munhu aiva netwunhu twake. Akandikumbira kuti ndive comfortable paiva pasina baba. Ndakanzwa ropa rangu kumanya sezvo pamba paiva nevamwe vanhu vaivapo akatora ma key eku stand kwake akati hande unoona kwandakatenga.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments