Ndakanwa doro too much – Ndikamuka Ndakarara nemumhu wandisingazive!

0
2462

Ndakanwa doro too much Ndikamuka Ndakarara nemumhu wandisingazive!

Ndakaita off uri musi weFriday apa yainge iri monthend ndichangobva kubhadharwa saka mari yainge yakati tiii homwe dzakafuta idzi ndichibva ndafonerwa neimwe shamwari yangu yaigara muJoburg CBD zvikanzi sha handei tinonwa.Ndakamboramba but ndakazofunga kuti yainge iri long weekend saka ndakabva ndamubvunza kuti tosangana nguvai, takasangana kuma 6 manheru ndokubva tayenda kune kamwe kaclub ha ndoro raitengwa ipapo takabva tayita table chaiyo tiri two asi takazopedzisira tava 4 hameno vamwe vasikana vakawona kuti paidyiwa mari.

Vasikana ava vakatanga kuorder nabeers avo kusvikira vadhakwa, I remember ndainge ndadhakwa vakapedzisira vakuti handei kumba kwenyu asi isisu taigara takawanda saka takati handei kwenyu. Doro rakawona vakomana ndakangosimuka tichibva tatevera vasikana vaya ndokubva tasvika ndokurara hedu handizivi kuti pane zvakaitika manheru iwayo. Ndakamuka ndikaona ndakarara nemunhu wandisingazive apa hameno kwatainge tiri, hanzi kudown town. Dzimba dzacho dzainge dzichiita kunge mukuku asi kuchena kwainge kwakaita vasikana ava vaiyita kunge vabva kuma dale dale chaiko.

Loading...

Leave a Reply