Ndakanyatsovhurirwa beche rese zvikanzi tundai baba, nditundirei mukati chaimo

0
3500

Ndakanyatsovhurira beche rese zvikanzi  tundai baba, nditundire mukati chaimo! Iyo weekend yadarika iyi, ndakasvika pa 2019 ndichitotsvaga brother yangu, ndobva ndanzi varimo mukati, hameno ka function kaivamo but kanga kakazara vakadzi chete, ndaakupinda bva ndanzi hamusi kubvumidzwa varume i function yevakadzi chete, I spoke to door man bva ndamuudza kuti I only wanted to see my brother  who was the DJ musi wacho ndobva ndabuda, door man akada kuramba achijamuka ndikatozodonha $10, ndokuzondibvumidza kupinda.

Maiwee, the place was really full nezvimomz, apa zvaitamba majive akarasa muswe coz I suppose vainge vadhakwa most of them coz zvaiitika imomo umm, mahwan. Anyway, ndakaona blaz ndokubva vanditi ndivamirire tozoyenda tese kumba , ndokutanga kunwa zvangu ma savanna loco.Hameno chakangonditi nditarise mune imwe corner so, ndakabva ndaita mahweke neimwe momz, eish kune vamwe vanhu vakabatana zvinotodarika age yavo, ndakaramba ndakaitarisa apa yainge ichiverenga something am sure yaive pa Whatsapp chete, coz vaiyita kumbonyemwerera vega. Kunyeba handidi,masasi eharare mai yakanaka pachiso iyoyo.

Loading...

The lady ari kuma late thirties kana ukamutarisa, akareba zviri pakati nepakati, asi chivhindikiti chemukadzi nekuti mukobvu, ane ma locks and ari very smart, she has 4 kidz the first one atoo nemhuri yakewo. Anyway izvozvo hazvina basa, ndakaramba ndakamutarisa so, then all of a sudden akasimudza musoro ndobva “Maziso edu akatarisana”. Akazviona ndobva atarisa pasi, ndakaramba ndakamutarisa zvangu, kwapera kanguva akatarisa futi ndobva aona ndakamutarisa, akabva afinyamisa kumeso, but I never gave up, akaramba achiita zve whatsapp yake, then the third time, she looked at me ndobva ndamupa sign yekuti  hande panze nemusoro, achibva aramba akatarisa then I did that twice, ndobva ndatotanga kufamba ndichienda panze. Ndakabuda ndokumira, five minutes hakuna akauya, ndakadzokera futi ndobva ndamutarisa, paakanditarisa ndakabva ndamupa futi sign yekuti hande panze then she smiled, bva atarisa pasi and started to play with her fone.

After some time paakanditarisa ndakamupa again the sign, ndobva ndaenda panze, this time pasina kana a minute ndakaona akabva abuda panze, apa kwainairira kuchipfunha pfunha, akabva ananga ku toilet apa ma friends ake aanga anawo manje ndaimaziya ndaitonyara kuti vanhu vaone ndichitaura naye. After abuda mutoilet, akabva auya right pandaiva, ndokubva ndamira pakasvibirira pasina light ndobva asvika pandaiva ndokunditi “nhaiwe mwana iwe unopenga here ukudei nezera rako iroro, and I said I need your digits, I will explain my self tine time, then she gave me, ndikati ndo saver zita ndichiti chii zvikanzi unoti mai Paida, nechemumoyo ndichibva ndasekerera hangu.

Ndakabva ndadzokera zvangu kuna blaz ndokugara about ten more minutes ndichibva ndati better ndimbofona ndizive kuti ndione kuti handina kupihwa number yepachimuti here, ndakafona paye, ndikati just wanted kunzwa kuti mafamba bho here zvikanzi hapana am still paseri apa tirikutsvaga malifts haasi kubatika ndine shamwari dzangu, ndikati ok then regai ndiuye ndizokuendesai kumba, zvikanzi wanonoka ibva wauya now.

continue reading on next page….

Ndakarova mota 2 seconds ndanga ndatosvika pavaiva, they were four ma ladies, vakapinda vese ndokubva ndaakuita door to door delivery service, last but to list to be delivered of course was Paida. Ndakavayendesa ndokusvika pamba pavo, ndobva tagara ndakapaka pagate, ndikati ko hatipinde here zvikanzi no mune vana vangu “hazvite”, ndikati its ok, zvikanzi chitaura nyaya yako, what was that all about paye, and I said, ini handisi kuda hangu kuswero tenderera, paye pandakuonai momz !mboro yangu yabva yamira kuti twii, “kkkkkkk, ende unopenga” yakadaro ichiseka, ndikati am just being honest, zvikanzi iwewe kamwana kakadai so ungandiitei iwe ndikati chii chamunofunga kuti ndingatadza? Zvikanzi zvese ndikati hoo? Ndakaramba ndakaitaitarisa, this time ndobva yanditiwo ndee kutarisa, ndakanzwa ropa kumhanya muviri wese, kumagumo ndakazokarukana ndaibata gotsi bva ndatanga kuikisa, she responded and kissed me back, she closed her eyes.

I kissed her and at the same time ndakabva ndatokanda ruoko mukati me braa, bva ndatanga kutambisa mazamu zvese nematits, apa tichikisana heavy, she started kuchemerera then suddenly we stopped kissing, I looked at her achibva anditi lets now get inside and finish what we started ,zvikanzi no serious hazviite what will I tell my kidz? I kissed her again and I said please! Zvikanzi rega ndimboita weti. Akabuda ndokufongora ndokutanga kuweta, ipapo mboro yangu yanga yaakurwadza manje nekumira, plus tsinga dzakachekwa dzanga dzotorwadza ndaakutoda zvebeche, zvokwadi chero mumota pagate ipapo ndaiisvira chete nhasi zvanga zvisingaite kuti iyo mboro yamira ndotadza kucheka oiri!!! Yakadzoka zvikanzi ok rega ndifonere sister yangu ndinzwe kuti zvakamira sei, sisi vacho vanenge vainge vasingade coz vakabva vati vatori kumba kwemface but vanogara vega zvavo and vacharara kumba kwemface wavo, I said to Paida lets go get the keys ! We drove about ten kms, to get the keys. Mboro yainge yakamira chete pese apa sevanhu vainge vane mota hazvina kutitorera time kuenda nekudzoka, takasvikopinda mumba me sister yacho, door richingovharwa I started kissing her again hembe ndichitokatanurwa kusara ava musvo.

Ndakabvisawo dzangu hembe, ndobva ndamuradzika pamubhedha ne side, ndakasumudza gumbo ravo one reku right, bva ndariisa kumusana kwangu, apa takatarisana, it now meant kuti mboro yangu yanga yakanangana nemukova webeche, but I wasn’t in a hurry.One thing that I like most and I know I am the best is romance, gents, ukamhanya kungonyika mboro pasina kubata kusvika beche ratota hapana zvauri kuita and the chances ekuti unokurumidza kutunda anenge ari very high or even to think kuti mukadzi arikuchemerera nekunakirwa apa unenge uchitomurwadzisa, or unogona kugaya kuti wawana kavirgin iro beche rakawoma zvaro, manje ukatowana ane matinji worse mboro haipindi.

Anyway, ndakatanga kumukisa pamuromo zviri very deep zviya, from there ndokudzika kuzokutanga kumukisa muhuro, ndokumukisa zviri very soft, ndichipota ndichirumirira zviri soft nezvinoita kunge zvirikurwadzirira, mazino achipinza kunge chirauro, ndakadzika pazasi zvishona ndokutanga kutambisa mazamu, ndakatanga kuyamwa mazamu ake one by one, ndichiarumirira, ndichinanzvirira, apa ndichiachinjanisa, ndakasverera beche nerumwe ruoko wanei maiwe, wati kutota ikoko kwaita beche? Shasha yainge yafinyamisa kumeso yakabata ma dreads iwayo ichiadhonza kuita seichaadambura, apa yaive busy kuyuwira manje,iiiiii, kaaaani, yuwwiiii, ndichibva ndasvikoita mahwekwe nematinji ake akanga anzwa nekunyata zvawo, ndokutanga kuadhonzerera apa ndichiyamwa mazamu chete, ndaiiti sendiri kupururudza so pamusoro peminyatso, apa ndiri busy kupurizira kabhinzi, zviri very soft, the moment yandinobva ndarumirira matits so, ndaitonzwa juice dzake kuti tssa ichizara pachigunwe changu.

continue reading on next page….

Momz yakakoirira chigunwe, then I started to rub her kabhinzi ndakatsikirira bhijana imi, ndainatsonzwa ichigwinha kuita kunge munhu anepfari, yakaomesa matako aya zvese nemabondo, chiuya kani pamusoro, huyai pamsoro kani daddy she said with a sweet voice, apa yakatsunzunya ,ko ndainge ndatova daddy kudhara. Ndakasimuka ndobva ndaivhura makumbo apa mboro yangu yaiita kusina marute kunge kamwana kane nzara, munongoziyawo mboro yakachekwa inenge chimuti, haina ziganda riye rinokanganisa kunatsopinda mubeche zviri free, mboro yangu yaiita kupisa pamusoro weshondo apa, zvozoti nezvinyaridza beche, zvanga zvazara mubeche plus zvinyatisa makongo zvanga zvazara pamusoro wemboro, yaiita kutsvedza zvekuti unonatsonzwa kuti yesssssssssssssss.

Ndakaipinza zvinyoro nyoro, ndobva ndaiti yese ndendende, pakadai usawanze hasha, ita soft and slow you won’t go wrong, and isa zviri deep I mean very deep, ndakabva ndatanga kukoira zvisina hasha, at the same time kissing her ndichimuruma muhuro umu, and ndichikoira chete, ndobva ndatanga kuyamwa mazamu zvekuti even mukaka ukabuda handei nawo. Mai yakatunda ichizvindonza ma dreads iwayo, ichikoira ichindibatirira my Gooooooood, svvvvvvv, ouuuh ouuuuuhhhh  ahhhh  ahhhh, yakadaro ichitunda, ndakanatsonzwa masperms achipisa ,musoro wemboro irimukati mebeche, achindigumbatira ichigwina gwina ndikaziya kuti mai yatunda manje,asi  ini handina kuita zvehasha.

 

Ndakanyudza mboro mukati kati ndichingokoira chete zviri soft, ndainyatsonzwa zibeche kuti ririkunaka mhani, apa chin’ena chakafuta zvekuti ndaichinzwa chichigumana nepanotanga mboro yangu, apa dinji rake rainzwikwa kugwinha so akasunga beche paiita kunge pane kachigunwe kari pamusoro webeche. Ndakawedzera kukoira nekuti ndainge ndonzwa hurume hwaakuuya, ipapa ndopamwe panonaka beche zvakaipa manje.Mai yakanzwa tuma convulsions twaiitika nemboro nekuti yaisunga yega ichiregedza, and kana waakutunda nguva yacho ndofunga even njere dzinotomborasa, ndakaibatirira mai iyi iyo ndokunatso ndivhurira beche ichibva yakochekera, tundai baba, nditundire, nemanyemwe ndakakoira zvekuti ndakanzwa tsinga dzese dzemboro kuoma ndokuoma ndokuoma ndokuregedzera dzega ndikanzwa tsss-a tsaa tsaaaaaa, ndakaomba sebhuru ririkudhibha nekunakirwa, mai yaizvinakirawo hayo iyoyo.

Ndichingopedza kutunda, ndichipukuta mboro, haina kurara, yakaramba yakamira kuti twiii, apa ichipfura pfura, ndakaisumudza mai vaya, ndokuifongoresa mhata yese yakange zvino yachinyimuka yakanditarisa, ndakabata  mboro yangu ndokuirovera rovera mumatadza ebeche, mai yakatakura beche iyoyo, apa unoita kunge urikuvhura zvikwama kuita ma compartments, semapapu iro riri beche. Ndakakwenezvera beche ndobva ndati mboro zetee-e, this time manje panenga paakuda kukoirwa munhu kwete zvema funnies zvandakatanga ndichiita.

Ndakatanga kukoira manje zvekuti kana naiyo yakanzwa kuti huye kana shuwa, mai yakasunga beche zvino raakuita kunge tight apa matinji achinyerekedza machende, ndakazhagadzira beche kusvika rakubuda tumwe tumvura tuya tunonzi tsvakusiI, mai yakada kumbokoira back asi ndainge ndakaitsika konzi chete, yakatanga kuridza mhere ndobva yabata magumbeze kuti itsigire nawo yakaita ekutsunya, aaaaaaaah  ahhhhhhhhhhhhhh yooooooohh, yoweee kannni ndofa kani ndofa zvangu hai kani hai hai hai hai, yakazhamba mai iya, zvirikunaka kani, yakatsikirira face yakatarisa one side pamubhedha, ipapo ndaisafema ndaizofema kana ndakoira katen, ndofema, ndakasunga mboro ndichibaya mukati kati, ndichiguma tunyama twechibereko tuchitiza tiza so ini ndichituterera chete coz to twaimaririra mboro yangu tuchinaka zvekuti pfee,

Beche rakadzikama radhamba manje apa Paida anga achingozhamba chete ndichikoira zvakadaro. Ndakaisvira zvekuti yakapedzesera yongohumana, pasina nguva ndakanzwa manje huronyo houya zvakare, makumbo ake ainge ave kubvunda manje, ohhuuh  ouhh ouahhhhh ndakanzwa chiveve pamboro ndokuita sendaona rima ndiye tsaaaaaaaaaaaaa, tunyama tuye ndobva twaungana pamusoro wemboro yangu tsaaaaa ndobva ndatundira mukati kati mechibereko, ndakazvomora mboro ndokunzwa beche richiti pfupfurrrpfuu pfuu, huronyo humwe huchidzoka ndokubva hwakuerera nezvidya, ndakasvinira humwe pamusoro wemhata, ndichipedza kutunda ndobva ndarara pamuside payo zvese nehope ipapo.

Ndakazopepuka mboro yamira futi ndikati handei munerimwe round amai vakanyemwerera zvikanzi yaa maita basa munoerei, ndikati mhofu zvikanzi maita basa mhofu.

Loading...

Leave a Reply