Ndakanzwa zimusoro remboro yavo richivhara matinji nehukasha richitsvaga pekupinda napo

0
10215

Ndakanzwa zimusoro remboro yavo richivhara matinji nehukasha rikutsvaga pekupinda napo. Ndiri mukadzi ane makore 27 and murume wangu ane 35 uye tine mwana achangotanga grade 1. Baba vekwanguvanoshanda muneimwe company muno muharare, vanobuda makuseni vachidzoka zvakare manheru zuva ratonyura. Baba havana nguva neni, uye havandipe bonde, pose pavanouya vanenge vachingoti hee I am tired my lovely wife, hee can’t we do it some other time, her this and that, apa ini ndinenge ndakaita kudhakwa nezemo,beche rangu rinoita kuzvimba kana rakuda kumedza mboro, muviri wangu unoita kuvhita vhita nekuda bonde. Uyu ndowainge wangova mugariro weshuro kushaya nyanga. Ndaigona kudhonza vhiki mbiri, ndozongonzi kwaru kwaru zve2­ 3 minutes vobva vati vatunda zvavo murume anenge atopedza basa, hanzi atsunya arwa. Apa ndopandinenge ndaakuda kutanga kupinda mutravelling gear wotonzwa aah game over nehope one time.

Ndakazenge zvino ndaakudzidzira bonyora kupedzisa rwendo rwunenge rwasara. Zvakachizosvika pakuti kana netopo topo yacho pakange pasisina, asi kutsvaga mari here? Murume wangu ndiye muvhimi wemari hapana chandinoda chandinoshaya ini. Asi ndakazochikuvara nenyere too bad. Hapana chinorwadza sekufa nenyota makumbo ari mumvura. Pese pandaifamba ndaingofunga mboro chete. Ndichibika kana kutsvaira ndaitota beche rese ne supu yekuda kusvirwa, ndakapedzisira ndoti nyangwe ndikataura ne murume chero upi zvake beche rangu raizvimba nekubuda tumvura . Semunhu anoita madhiri emari ndakazoenda kubank kwangu ndichidawo mari yekuspinner pablack market, ndisu takatanga nema7% pablack market. Ndakasvikopira nyaya yangu kwapersonal banker uyo akabva andiita refer kuna bank manager. Ndipo pandakasanga namanager uno murefu mu gaint uye ari mushava ndichibva ndazviti nechemumoyo, mnager ava vanotondisvira chete.

Manager vakanditi vaisakwanisa kundipa mari sezvo mitemo yenyika yakange yachinja uye RBZ yainge irikuongorora maaccounts evanhu zvemhando yepamusoro chaizvo. Vakataura izvi vachitaridza kuva a very professional man, asi nechemumoyo mati maoneiko shewe? Muchandisvira, uye muchandipa mari yese irimuaccount mangu potse potse neoverdraft. Ndikabva ndademba demba navo ndikavati vakandiwanisa mari yandaida ndaivapa chose chavaida, apo ndademba demba navo ndikavati vakandiwanisa mari yandaida ndaivapa chose chavaida, apo vakaseka zvavo vachiti ndozozvikwanisa here zvavaida, ndakavati hapana chandaitadza uku ndichivanyemwerera neziso resviro chairo ndipo pavakanditi ndidzoke mangwana acho. Mangwana acho ndakapfeka hangu mini yangu ndokubva ndarega kupfeka bhurugwa mukati semunhu aida kuteya shiri yake, ndakasvika pabank beche rese ranzwa nekutota apa ndaitya kuti bank manager vaigona kuramba kundisvira akazota ma1 ndakabatwa necorrupton. But haa mwana wani iyeye?

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments