Ndakapotsa ndasvira shamwari yangu Shelly kuCapetown

0
2486

Ndaishandira kuJoburg apa ndainge ndane 2 years ndabva kuZim zvekuti ndaitonge ndajaira hupenyu hwemuno muSA.

Ndaiva neshamwari yangu Shelly aigara kuCapetown, tainge takauya tese but company yainge awana basa vakamuita transfer paakangoita permanent pabasa.Taitombogara tese mazuva atainge tichangobva kuZim coz taizama kusevha since tainge takaronga tese kuuya kuno kuzotsvaga mabasa. Zvakazongoitikawo kuti company yedu asked to go attend a meeting ikoko kuCapetown apa vakandipa cash yekuzotsvaga accomodation for the weekend matickets endege ainge atobhadharwa kare zvekuti Monday ndaizongofanirwa kudzoka ndosvika ndichienda kubasa since everyone was going to be waiting for me to hear about the meeting.

Ndakafonera Shelly ndikamuudza kuti I was on my way zvebasa akabva ati I hope urikuuya kuzogara neni for the weekend, ndajamuudza kuti company had gave me money for accommodation but don’t mind as long as she promised kuti achaita kuti ndisvike kuMeeting yangu in time.Ndakasvika and Shelly akauya kuzonditora kuAirport neshamwari yake aifamba ne Audi A4.Vakauya in time tichibva tambopfuura nepa Mcdonalds tichitenga chikafu for dinner.Takasvika kumba kwavo and Shelly aishandisa one room yake yainge ine bed yake , couch one then TV stand neka fridge big enough to put a few necessities. Like juice,water, margarine etc.

continue reading on the next page….

Loading...